
SORA NEMITI ZVINORAPA
June 7, 2025 at 07:30 AM
: *MUSIKANZWA YEVANA*
*Mwana wako anetsa nemusikanzwa here tora hembe yake yaanopfeka wosunga uchitaura zvese zvaunoda aite zvakanaka woinyika mumvura yoraramo wozoisvina kuseni siya iomere mumba for 3 days paasingaione kna yaoma sunungura wodzosera muwardrobe ozoipfeka anodzikama both girl or boy ma teenager aya
*Vaya vasingafarirwe mumhuri ziva izvi.*
*TORA DUNDO/NJOROSI (WETI) YEMWANA WEHANZVADZISIKANA ASATI AZIVA MURUME.NJOROSI IYI INODIWA KUNYANYA NDEYE MWANA MUSIKANA.IGEZE IOMERE PAMUVIRI WAKO USAISA CHERO MUMVURA UNGATOGEZA PEKUPEDZSRA WETI IYO KUITRA IOMERE PAURI.UYA AISAKUDA ANOKUDA UYE KUVHURA MHANZA KWAURI,KANA PANGAVE PANHAMO,MCHATO UNGATOMIRIRWE KUNZI MUKOMA KANA SEKURU KANA MZUKURU NGANA HAAPO NGATIMUTUMIRE MARI AUYE.*
Kana usingade kusiyiwa nemurume or boyfriend
Nyora Zita rahubby kugumbo rekuleft
Tora onion woicheka nepakati woisa huchi
Wokwiza pawanyora Zita uchitaura zvaunoda
But zvoda kuitwa zuva reWednesday
Weti
Ita weti yako yemakuseni woisa mu500ml
Wonyora Zita take mupaper yewhite
Peta Zita Riya woisa muweti woisa salt
Shacky 7 times uchidana Zita nekutaura zvaunoda kuti ayite kana akaenda anodzoka
Wapedza cherera pasi parisingaonekwi nemunhu
*Maworms*
emudumbu anoshaysa mufaro ungaone sei unawo
Kuperezeka
Kudya zvkapfurikidza
Headache
Kushaya hope asi muviri wkaneta.
Kuvaviwa pamsoro pemhino,kana kunobuda poo anal area.
Tora garlic wocheka wominya semapills or kunwa nemvura kana ichikunhuhwira tsvaka garlic oil frm pharmacy inonwika mushe.
Tora mhonzi dzemanhanga wodzicrusher wonwa nemvura kana kutora maveggie akaita sespinach or lettuce wocrusher woisa mhonzi dziya watswanya wonwa anopera maworms...
*Manyoka*
Kunevaye vanorwadziwa ne mudumbu vachidurura *kuchaya*
Torai mashizha emutsine achiri matete motswanya mobhoilisa pamoto monwa mvura yacho mudumbu munobva mapora
: *JACARANDA POWER*
*MANGE MUCHIZVIZIVA HRE KUTI UKATORA MASHIZHA EMU JAKARANDA UKAMATSWANYA TSWANYA WOISA MUMVURA WOPOTA UCHINWA ANOURAYA HUTACHIONA HUNOKODZERA HERPES KANA YANGE YAKUTANGA KUBUDA INOTOPERA CHAIKO ANOWOMESA FUTI MANYUKIRA MASHIZHA EMUJAKARANDA*
: *KUUCHIKA*
*KUNEVATAMBURA NEMBEREKO*
*KUVANHU KADZI*
Half onion woichekacheka
Teaspoon nebute rehondo
Cup one yemvura
Midzi yemublack Jack
Woisa mugaba redovi ngazvizare
Wonwa kusvika muhafu
Haufanhire kupedza
Ukapedza gaba racho rese unoita vana 10
Saka wosiya
Mvura yasara iya chengeta zvako mumba mako kwekanguvà
Wozorasa but kumatota
Vana wakutobata mumaoko
*KUVARUME KUTI UITE MWANA FUTI*
coca cola original 10 tablespoon huchi mix and add bute rehondo wonwa
Zvofanhira kuzadza cup drink it Mwana
Wakubata mumaoko
*MBEREKO*
Blend 2 bananas, a cup of milk, 1 teaspoon of soda & a raw egg
Zvisanganisei monwa
*only once* afta yo menstrual cycle fo mbereko...
*CHIBEREKO AND MISSED PERIOD*
Chibereko or arikutadza kuenda kuma period cz of family planning - pfeka nhindi ye lemon umboona
*MBEREKO*
Vari kunetseka nekubata pamuviri, tenga *brown vinegar* ne salt yematombo. Zviise mumvura zvo boiler. Garira usina panty steam ipinde, ukanzwa sewotsva, simukira. Do this for 5mins, only 3days early in the morning. Usarega kusangana nababa
Mangwanani hama kwese kwamuri.
*HORMONE IMBALANCE*
Kuenda kuma MP wojamba (irregular periods)
*Zvinodiwa*
1. 1 small cabbage (green or purple)
2. 1 Pine Apple peel (makanda)
3. 1 ginger fresh or powder
4. 2 litres water
5. 1 Lemon ripe or unripe
*METHOD*
1. Chekerera zvese & boil for 20minutes and sieve into a 2 litre container
2. Inwa half cup morning and evening for 3 days 2 times a day.
*ZVAZVINOSHANDA*
1. Flush out toxins from the body.
2. Regulate periods and treat hormonal imbalance.
3.Treats Fibroids and increase ovulation.
4. MaFibroids anokwanisa kunyungudika pasina kuitwa operation.
5. Stop heavy bleeding and pelvic pain.
6. Bleeding or spotting in between menstrual cycle.
7. Kuita weti kakawanda pazuva and abdominal swelling and low back pain.
8. Fatigue, low energy, and menstrual periods.
9. Infertility and opens blocked Fallopean Tubes.
10. Zvinopedza kufufutirwa
11. Waya wanoita ma
*CLOVES REMEDY TO BOOST OVULATION*
● Sock your cloves for 10 minutes in a cup.
● Add another cup of boiling water .
●Add 1 table spoon of honey.
●Add orange juice, cut your orange into 2 halves then wosvinira mumvura yako ine ma cloves.
●Mix and drink zvichidziya
*Dzosa hutano uye mufaro mumba nekapu yetea (all-in-one remedy)*
_Cloves powder inoshanda zvakawanda zvikuru pahupenyu hwemunhu. Tinoishandisa pakusimudzira mabhizimusi,kuunza mufaro mumba uye lucky. Nhasi ndati uzive kuti cloves powder kana yasangana nemukaka panogadzirwa chikwapuro_ ```all-in-oneremedy```
Kuwedzera simba masoja emuviri, kurapa BP, kurapa maziso,Kurapa majoini, kurapa Munhikwi, kurapa maronda epahuro (tonsillitis), kurapa shuga (diabetes), kurapa kuzvimba,kurapa maronda emudumbu (stomach ulcers), kurapa hwavhu(bleeding gums), kudzivirira cancer, kupedza dambudziko rembereko, simba pabonde, rudo nebonde kuvarume nevakadzi, kupedza dambudziko rehope, kupedza dambudziko, kuwedzera kushanda zvakanaka kwepfungwa uye nhengo dzemukati semoyo, itsvo nezvimwe.
*NB* : Vanetseka mbereko nevakazvitakura iyi ndiyo yenyu chaiyo. Pembereko inoshanda kuvakadzi nevarume.
Chaunoita kutsvaga mukaka uri fresh ungave wemuchitoro kana watinokama mumisha,wembudzi kana wemombe wese unoita. Tora teaspoon imwe chete yeCloves powder uise mukapu yemukaka unodziya unwe kuseni usati wadya. Inwa manheru zvakare. Ita mazuva mana akatedzana wombomira 2 kana 3 days wosimudzira. Kana kugara uchinwa kapu imwe chete pazuva zvisina
Gout
1 teaspoon tumeric
1 teaspoon ginger powder
1 teaspoon garlic powder
Mopota muchinwa kuseni kwega kwega setea
Mopotawo muchinwa mvura yakawandisa per day inokwana kuita iyo 2 litres nguva imwe chete
Zvinoda kushingirira kusvika makuzvigona
Vari kungoita weti pasina nguwa waita weti pasina nguva wamhanya futi kunoita weti
Idyai domasi rakaibva risina kubikwa kuseni seni
Musati madya chinhu masikati modya futi rimwe manheru modya futi rimwe chimbozviitai for 3 days
: Makumbo anongozvimba kana kuti akazvimba👇
Chekai king onion nepakati moidziisa pastove moitora ichidziya momwaya fine salt mopota muchikwisa makumbo acho zviitei mazuva ese kusvika zvapera
*Kuvhura mhanza*.
Tenga fresh milk🥛 tora rice rinokwana chitsama dira mukaka mucup yetea iya iripakati nepakati sanganisa zvose woisa mubucket kana mudish geza maoko ako uchitaura ndodawo kubata Mari ndodawo kubata zvinoendeka geza kumeso uchitaura uchitaura chiedza Wana basa Wana Mari mikana yeupenyu hwakanaka zvinhu ngazvivhurike , wapedza dira mvura unogeza uchitenda zvose zvaita this remedy is for those who believe in faith and after 3 days you must come with a testimony💃
: *KUNE VAKADZINGWA BASA .KUNE VARIKUDA KUWEDZERWA MARI KUNE VAKATIZWA NEMURUME OR MKADZI UCHIMUDA ZVAZONAKA MANJE ENDAI PAMU AVOL MUMANGO OR MU GWAVHA*
Zunza shizha richatanga kudonha wonhonga iroro wonyora zita remumhu waurikuda kuitira! kuti munhu adzoke or boss kuti udzoke pabasa worigeza 20 dys womirira ma results wapedza isa shizha iri pakabaka .vamwe varikuto Jamba kufara neme teuro uyu
: *Kumisa kuchaya*
Mvura yerice, rice water.
Isa 2 cups rice mu bowel wozadza mvura zvekuti rice rinosara ranyura pasi pemvura
Siya kwe 2 hours
Dira mvura iya mu glass wonwa kamwe chete pazuva
❤️
🙏
😢
👍
😂
😮
24