
SORA NEMITI ZVINORAPA
June 7, 2025 at 11:36 AM
*Hove / Fish*
Pasi pano pese hapana munhu asingafarire hove/fish. Hongu pane vamwe vasingadye fish but kuiona vanotoifarira. Pari trick! Hove chinhu chinogona kushanda semukoka zvichireva kuti chinhu chinokwezva mapositive forces muhupenyu hwako. Above everything else unofanira kuziva kuti hove yakaropafadzwa naMwari nema marine powers emumvura. Saka zvandichada kuti muite ndeizvi. Bvisa misoro yehohwe mbiri dzakasiyana matypes se bream ne muramba vopisa iripamwechete kuita dota. Dota iri ndoda uise mulotion yako yaunofarira kuzora.
Unozora lotion inemafuta aya pose paunenge vangofungira kuti vakuda kuita something productive kungava kuenda kubasa, kutown, kubetting ,kunoshava, and so on. usazokanganwa shirikadzi nenherera zvako zvaita
🙏
❤️
👍
😢
😮
17