Mai Tee Shona Novels 🇿🇼🇿🇼
Mai Tee Shona Novels 🇿🇼🇿🇼
June 16, 2025 at 08:24 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20 8•*REINCARNATED LOVE*🔥❤️ Written BY MAI ZIMUNYA Aka Mai tee) 📲+263782122093 *AAP*🚦 +263 73 555 3736 This is a work of fiction.All the characters and events portrayed in this book are fictitious or used fictitiously .All rights reserved .No part of this book may be reproduced in any form or by any electronic or mechanical means,without written permission from the publisher or author... https://www.facebook.com/Mai-Tee-Novels-2117394481720759/ like my fb page (READ COMMENT AND SHARE OUR BOOK 📕) CHAPTER 8 *LEONE* Ndakaswera kubasa zvakanaka asi I was just low .I made sure I kept my mind busy because ndaiti ndikangoshaya zvekuita chete ndaibva ndafunga mudiwa wangu Vongai .I was always busy so that pfungwa dzangu will always be occupied..Ndakapedza basa rangu ndokupinda mumota ndoenda kumba .Ndaimhanyira birthday ra Junior sezvo Chipo aiva aswera akamira preaparing for this day .Ndakasvika party yatotanga and Malume came with the cake .We were all happy and we took a lot of pictures .Ndakadya cake raiva rabikwa naChipo and honestly I never liked it .Nguva iyi she gave me cake rekwa Malume ndokugara zvangu pachair mumba sezvo ndaiva ndapinda mubedroom.. “Ah kkk this one is not a good baker .Imagine hamuna kana sugar “akadaro zvake .Ndakangogutsurira ndakanyarara.. “Taste it ..Inzwa hako haya ..” Ndakatora fork ndokudembura ndichiisa mukanwa.Nguva iyi I just froze ndakabata plate .. “Kkkkk washokwa ka kkk .I told you hapana kana zviripo ..It’s sooo tasteless ..” Ndakatanga kutsenga ndokutarisa back mundiro .Ndakamedza ndokuti “Emmmm who baked this ?” “Hameno hanzi muzukuru waMalume kudii weee ..Zvinenge zvirikugara zvese kuRuwa uko ..Imagine munhu akakurira kumusha zvake anozivei nezvema cakes ..Zvakaoma ..Give me the plate ungatorwara.Im going to throw this away !” Akadaro oenda .Ndakasara ndichipererwa shuwa nezvecake iri .How could this girl bake the same way as Vongai .I felt sooo eager to see this girl ..Ndakabuda panze ndokuwana Malume atoenda and aiva akumbira madays aida kuenda kumusha.Ndakapinda mumota fast ndokuimutsa ndonanga kuRuwa ikoko .I wanted to see her face to face ndinzwe kuti sei abika semabikiro aVongai.Ndakasvika nechekure ndokupaka mota yangu .Ndakatarisa kumba kuya nguva iyi I saw a car behind me ndokuona ofamba kusvikogara paside .. “Boss “ “Shingi why can’t you let me breath ..” “No boss I need to protect you ..why are you here ?Are you missing madam ?” Ndakatura befu ndokuti “nooo ..I need to see the one who bakes that cake ..Hanzi muzukuru waMalume “ “Why ?”he asked akanditarisa.Ndakaramba ndakamutarisa ndokuti “I don’t know I need to see her maybe she knows my wife or anything I just don’t even know why I’m here ..All I know is I want to see her ..” Nguva iyi ndakaona gate rovhurwa ndokubuda kamwana kaiva nerasta.Kaiva sooo pretty apa she was wearing a bum short ..Ndakaona Shingi oshamisika akangotarisa ndakaita wekudhonhora dzoro iroro .. “Ucharepa iwe ..Hauone kamwana here ?” “Ohhh sorry boss ndangotarisa “ “Iwewe uri rapist chete Iwewe .”ndakadaro ndodzungudza musoro .Kureva here Ndiko kamwana kanobheka zvinonaka kudaro ummm .Ndakabuditsa Shingi panze ndokumutsa mota yangu ndodzokera kumba .Husiku hwese handina kana kurara ndaifunga taste re cake iri .Ndakamuka pakati pehusiki ndokunyahwaira ndoenda kukitchen .Ndakavhura fridge ndokunyatsocheka zi piece ndoisa muplate .I always wanted this cake nemukaka ndakadira mukati ndokudzokera kubedroom kwangu .I locked the door ndokunyatsorigarira pasi chaipo … “Damn ….Ummm this is nice “ndakadaro ndorova rova musoro wangu nekunakirwa.Ndakaripura rese ndokudzvova ndovata hangu .Ndakatarisa mudenga misodzi yobuda I was missing my wife Vongai .Mumaziso ndaiona musoro wakaita kutsemuka nepakati ummmm .Ndaibva ndamuka ndogara ndichidzamirwa nepfungwa.Its been 6 months since she died hapana kana information of these robbers .They took maphone nemahandbags zvese saka why vakauraya mukadzi wangu .ahhh nyaya iyi yaindibata bata .Nguva iyi ndakanzwa mvura zhinji yonaya ndikaziva kuti guva rake raniwa nemvura.We were waiting for the rain inyatsonaya then toisa tombstone rake .Ndakasumuka ndokutora whiskey yangu ndomwa hangu semazuvaose .I was such a lonely man shuwa kufirwa kwakaoma.Ndakamwa ndokuvata hangu naro bhodhoro rangu mumaoko.Ndakamuka kuseni ne Alarm ndokugeza ndoenda kubasa .Chipo aiva atungamira ane ma papers aaida kupresenter kubasa kwangu .Ndakasvikirana naye pagedhi achiita kupopota ah sisi ava sooo dzimwe nguva vanoita sedzisimo.Aipopota as who nhai ..Ndakaburuka ndokurohwa nehana kaiva kamwana Kaya .i was shocked kaiva kanhubu kutofinyama aka kaida kurohwa fani .. “Pinda mumota “ndakadaro “Mhaaa ?” “Hauna kuuya kuzondiona here ndati pinda mumota ..”ndakadaro kakamhanya ndokugara pamother’s seat yuhwiii sisi pane basa .Ndakadzungudza musoro ndokupinda mumota ndoipinza mukati ..Ndakaburuka mumota ndokuvhara madoors “4th floor room 4 .Kwidza ma stairs “ndakadaro ndonopinda muElevetor.Ndaida kukadzidzisa hunhu .Ndakakwidza zvangu mudenga ndokunanga kuroom kwangu ..Ndakasvika ndokugara zvangu ndobatidza laptop.Ndakangonzwa door rakikwa munhu achipinda achifemereka… “Eyiii sir ndamhanya ummmm .Mastairs enyu anorwadza fani .Emmmm ummm ndaneta “akadaro achigara zvake pasofa..Ndakaramba ndakamutarisa achitora mineral water yaiva patable ndokumwa.. “Hmmmm Sir iyi mvura inonaka fani iyi ..Iiiiiiii !!!!”akadaro achigadzika mvura patable akatarisa kumadziro kwaiva nepotrait rangu ..Hana yakatorova iiii yacho kunge aona nyoka kudaro ummm . “Maihweee sir iyi picture yakanaka iyi iiiii ..ofisi yengu yakanaka fani ..Ummm ..” Ndakatendeuka ndokuitarisawo ndega ndakazviona wo ndaiva handsome .Ndakatendeuka zve ndokuona aiva amira akatarisa ma awards angu .. “Sir ma trophy ese here aya ummm .Ende munongoita number hwani ..Iiiiii izvi zvakanaka fani .Emm sir ndandauya kuzokupai mari yenyu ..ichenji yakasara yamakatumira sekuru vangu ..5 dhorazi ndoyashota chete ndakashandisa transport…” Ndakamedza mate ndokuti “Imarii kombi “ “Dhora kuenda dhora kudzoka ..Imwe 3 Ndakatenga chicken inn ndaiva nenzara ..” Ndakaramba ndakamutarisa zvangu and I saw her pure heart .Aiva mwana zveshuwa hapana kana zvaifungwa..Ndakatura befu ndokuti “at least hausi mbavha ..” “Thank you sir ..rainaka here cake ..” Ndakanzwa mudumbu kumonya ndakangosumuka fast ndokupinda mutoilet ..Ndakagara pachamber kudai ndakaita kudurura kani .Imagine cake nemukaka wobva wati beer pamusoro umm horror chaidzo … “Sir murimo here ..Sir ..” Ndaiita kugomera chaiko ndakagara pachamber ..Ndakaita mudumbu wekuti ndakanzwa kuti yahhh .. “Sir murimo here …”akadaro onoka ah mwana uyu sooo… “Chienda kumba ..” “Mhaaa mati ndiende kumba ?” “Iwe ndati Chienda kumba hanzwi seiko ..Leave “ndakadaro neukasha ndaida kuregedzera bhomba rangu .Ndakanzwa ziii ndokunyatsoregedzera gwatakwata rangu ummmm haaaa ndairwadziwa.. “Sir ndimi here mati kwata kwata imomo !”akadaro zve odanidzira nhai kamwana aka sooo .. “Iwewe hauteerere wakaita seiko.Enda kumba …” “Hooo ndandichiti munokasika kubuda imomo .Ndandine kanyaya..” “Can’t it wait ?You can come back tomorrow..” “Vanhu venyu pagedhi havabvume.Sir murikunzwa here ..Ndirikutsvaga basa ndokwanisa kucleaner cleaner hangu ..Ofisi yenyu zvese neimomo mamuri imomo..” “We don’t free labour to underage ..Go home ..” “Ndakura ini sir ..Ndine 20 “ Ndakabva ndavhura door fast sezvo ndandapedza ndokuti “Heeee une chii ?” “Ndine 20 ini ..”akadaro zvake .Ndakaramba ndakakatarisa ndokuti “20 ?” “Yes ndine 20 ..” “Shama muromo “ndakadaro “Mhaaa ..” “Shama muromo ..Ndoda kuverenga mazino ako ..Une mazino mangani..”ndakadaro chakabva chashama.Ende zvizino zvacho zvaiva zvakachema.Ndakatora pen ndokutanga kuverenga .. “Ita ahhh iwe ndokurova Shama ita ahhhh “ “Ahhhh “akadaro ndakatanga kuverenga .. “One ,twooo ,3 ,4 ..mazino aya akamboguka here aya ..?” Akabvisa pen mumuromo ndokumedza mate ndokuti “Ehe akaguka aya ..Maona here kumatadza kwakazvimba..Tarisai ohhh ..Kunei “ Ndakadongorera ndokuona kwaimera zino ..ndakamaverenga ndokuona aiva 30 kwaiva kwasara 2 ave 32 .Ndakaramba ndakamutarisa ah aka kachembere chete kasingakuri. “Shamisisa tone “ndakadaro zve ndotarisa nguva iyi door rakavhurwa ndakaita kudongorera mukanwa muya..Chipo akapinda ndokuramba zvake akatarisa… “Ahhh maona here sir rakazvimba iri ..Rakutopedza tarisai muone .32 anokwana manje manje sooo ..ahhhh tarisai torai tochi yenyu ..”kaidaro kachidodomera .Ndakamedza mate ndokuti “Ehooo chivhara vhara unozomedza mhepo ukadonha nhova.Chienda kumba “ndakadaro ndatarisa kuside hai sisi pane basa .. “Maita basa sir mandipa basa mangwana Ndinobata nguva ..Bhabhai “Kakadaro koenda .Ndakaona Chipo oramba akatarisa zvake … “She’s just like a child to me ..”ndakaerekana ndodaro.. “I see ..Ndatoona ka makukweshana nhova.I wonder what were you using to rub nhova yacho ..” Ndakangoramba ndakashama muromo .. “She is innocent can’t you see ?” “Innocent ipi munhu ane mazamu..” “Ummm ini hangu handina kumaona hameno Iwewe wamawanepi..Mwana asina kana mazino akakwana iyeye kanhanhanha ikaka.Why am I even explaining myself to you because I don’t owe you any explanation..” “You are my friend’s husband and it’s less than a year wakutotarisa twuvana.ibasa ripi rawamupa?” “Just know she’s coming to work as from tomorrow…” Ndakadaro ndotora ma car keys angu ndobuda .. “Hausat waona mapepa andauya nawo ndabva kwa Director ati ndikupe usaine “ Akasara otaura ndatobuda kare .Ndakapinda mumota ndokugara zvangu ndomutsa mota I needed to clear my head ..Ndakaona kamunhu kachifamba zvako haya paiva nebasa .. “Princess Diana murikuenda hereeeeee “akadaro Hwindi omuwanzira dress rake haaa ndakabvaruka kuseka… *MUHLE* Ndaifamba zvangu ndichinokwira makombi angu .Ndaida kunoaiyina hembe dzangu dzekutanga basa randaiva mangwana .Ndega ndakatoona kuti ndikapusa ndaidya manonoko.What I saw is Leone has a soft spot for me ikako ndokandaizoshandisa ikako.Ndakakwira zvangu kombi yangu ndokudzika pamashops.Ndakapinda zvangu mu butcher ndokutenga nyama nekamari kandaiva ndasiirwa na Sekuru.Ndakatanga kufamba zvangu ndoenda kumba hapana kana aimbondicheuka.Haaa body iyi yaisaita ndaida kumboita meal plan chaiyo ndimbosimba chaiko ..Ndakasvika zvangu pagedhi ndokuvhura ndichipinda mukati .Ndakavhara back ndokuramba ndakamira.Hana yangu yairova hameno kufara here or what I knew boss was following me ..Ndakabata hana yangu nemufaro ndokufamba ndoenda padurawall .Ndakasumudza garden chair ndaida kudongorera vaiva vachiripo here .Ndakaiisa paside nedurawall ndokunyatsokwira ndakakotamira .Ndakatanga kusumuka slowly ndokudongorera.I was shocked tatarisana mumaziso chaimo naboss vaitodongorerawo ..Ndakangoshama muromo screaming ndiye tsvedzu ndichinowira palawn ….. Stay tuned NGATIISE MALIKES ZVAKUNAKA🔥
❤️ 😂 👍 🙏 😮 😢 4.6K

Comments