CHIVANHU CHEDU
CHIVANHU CHEDU
June 11, 2025 at 07:59 PM
*KUSUNUNGURA HUPENYU HWAKASUNGWA TICHISHANDISA METHYLATED SPIRIT* 💔♉🧬🥨 🕊️vehama makwenzi aripo akawanda asi kugona kushandisa kwako ndiko kukunda kwako.. 🕊️Zvizive kuti makwenzi mazhinji haashandiswe muri kunguva zvizivei kuti makwenzi edu haazanganiswe nesipo 🕊️makwenzi anoda munhu asina kushora mukati mehana. 🕊️makwenzi aya anoda iwe pachezvako munhu uchiziva kuti uri kuzama asi zvichiramba. Ndinorevei hatikumbire gwenzi kuti ritovhurire ramo iwe usina zvauri kuita sekutengesa kana kushanda. 🕊️Makwenzi anoda munhu anoziva mashandisirwe uye nokutenda. Tsvaga methylated spirit. Ye purple iyaa inoshandiswa nanamama pamakuvhu evana. Chero size.. Tora bepa re White. Nyora whatever you are going thru... Kudya wakarara,kusaroorwa,kusaroora,kusabata mwana,kurota uchidzingirirwa, kurota nyoka nemhuka,kushaya ma customers, kusabata mari inogara, kurwiswa nehuroi,kusemwa,rejection,munyama etc. Kana uchinzwa KUTI mumba mangu munopinda vanhu varoi ndakarara nyora. Nyora zvose. Wapedza kunyora vhurai bottle re spirit wokanda bepa... Spirit iyi ine strong smell. Inodzinga ma spirits anonzi mutevere. It's very powerful... Tora salt yemagodo shoma woisa muruoko wonamata KUTI chose chavakashandisa against my life let it be broken I want to be free. Namata chaizvo uchiramba zvawakaitwa. Dira salt mubhodhoro riya mawaisa ka paper. Wovhara. Namata for 3 days kutanga nhasi pa 12 midnight zve one hour. For 3 days don't open. Uchinamatira mweya iye yawanyora KUTI iparare. Mazuva matatu pakati pousiku wakaribata uchirova prayer. After 3 powerful midnight prayers open the bottle wonodira mungava mu sink or mu toilet uchi declayer KUTI mweya yose yanga ichinditambudza ngaiende. Ps musaisa chibhodhoro pasi pane Vana..,. Do this prayer and u shall testify. Munogona kutenga bhodhoro re spirit yacho makawanda mogovana moisa tumabhodhoro tunovharika.... Tevedzera unopabuda chete go and try usashora
Image from CHIVANHU CHEDU: *KUSUNUNGURA HUPENYU  HWAKASUNGWA TICHISHANDISA METHYLATED SPIRIT* 💔♉...
🙏 ❤️ 👍 21

Comments