
CHIVANHU CHEDU
June 15, 2025 at 09:17 PM
NHOKO DZEMBIRA ishasha pakufuratidza munhu
Kana munhu achikunetsa, achikuvengera, kana kukukanganisa hupenyu, izvi ndizvo zvaunoita kuti akufuratire zvachose:
1. Tora nhoko dzembira dzaoma dzawakachengeta.
2. Dziise pamoto – chiutsi chikatanga kubuda, taura zita remunhu ari kukunetsa.
3. Dzikasviba kana kutsva, tora hupfu hwacho wodzinga richipinda mumafuta.
4. Zora mafuta acho kwe mazuva 7 – munhu wacho anozokufuratira zvekuti anenge asingakuzivi
*Kana wapedza kuverenga wakunda*❤️❤️❤️

❤️
🙏
10