
🇿🇼Shaloe✨️📃Stories💯🇿🇼
June 18, 2025 at 12:35 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaZdnDOFcow3l3F5Y10j
*Main group*
https://chat.whatsapp.com/GuGKiHvPRSJ5ntaqrOSOgV
*🆕🆓short story*
*🌺Bloomsouls💏*
*Written by Shaloe*
*Chapter 02*
*Rumbi*
Life yekuchikoro ma1 nechando chinenge chiriko kuseni panenge pasina kana choice kutongomuka wakananga,Nenguva dzandakabuda kumba ndakatanga kufamba hangu ndisingamhanye nekuti time dzaive dzichiri dzakanakisa,ndokusvika Mr Mhuka vachangosvikawo pagate, Millicent na Nicole vaivewo pagate ndoma prefect aive paduty that day, pamwe vaive vaonekwawo vachifamba ndokutopihwa post anozviita hake mhuka ndakavati kwazisa….
Me: morning sir
Vakanditarisa neziso raive rakazara ruvengo ko ziso ravo mazuva ese raigara riri red kunge chiropa woti iro zuda, zino ravo hapana aimboriziva wakavaona vachiseka havambobuditse zino havo…
Mr mhuka: Rumbie you are late again
Me: its half past 6 sir inga wani ndakasika
Mr Mhuka: Really, nhasi handikurove after assembly uuye muOffice mangu undione
Nicole naMichelle vakabva vandipa a look zvekuti kana neni ndakashaya kuziva kuti whats going on for real and what was going to happened..
Me: ok sir
Ndakaenda hangu muclass ndokugara but the truth I was confused nei baba ava vaiti ndanonoka at 6:30 here chikoro chichitanga na6:45,Nicole namichelle vakazouya muclass lesson ndokutanga ndaiita kushaya kuziva kuti muOffice mavo ndoenda how nani, at breaktime ndakaenda naNicole kuOffice kwavo ndokusvika vachiti…
Mr Mhuka: ehe girls matiii
Me: sir mati ndizouye kuoffice kwenyu
Mr mhuka: ehe ndati uzouya handina kuti muzouye get that straight
Me: ok sir ndozouya then
Takadzokera hedu and mumwe wangu was not longer herself…
Nicole: wakamuiteiko mudhara uyu
Me: nothing shaa, hameno kuenda kwataita nekuzoenda ndega zvine difference here
Nicole: nxaaaaa baba vanezvovatevera mhani handimbo blamer ana smith nana kennedy vanoita kunge mapenzi pachikoro pano
Me: you see….am praying tingotange hedu ma exams acho
Nicole: but this school, is too much unoona vachiri kuti dzidzisa vamwe vakuita vega kuzvimwe zvikoro and maaform 4 anosvika nguva yavanoda
Me: panoi ndaaive neshungu yekudzoa asi nah nah
Taabva tapinda muclass Mitchel aive achangobva kunotenga chikafu, aakabva agara zvekuda kunzwa nyaya ko masister aida nyaya iwayo..
Mitchel: hanziii namr black mamba
Me: wakanzwikwa am out
Nicole: hanzi auye ega not kuendaa neni kwaaita
Mitchel: ummm girl
Nicole: seriously
Me: yaah ndozvavataura so lets eat guys ndoenda
Takadya hedu isu taingove nemutemo 1 munhu nemunhu anezuva rake rekuuya nechikafu chokwana tiri 3 and kana usina mari waitobika asi kana unemari unoita something zvaive zvakakusunungukira asi padrink taitenga 5litres yedu yaigara kumba kwanaa Mitchel aingouya nedrink mubottle rake and we dilute tonwa, hushamwari hwedu hwaive hwakakomba kubva tiri maform 1 zvekuti hapana aive asingazvizive kuti tofamba tiri3 or 2, mumwe anenge asara muclass…takadya hedu ndokuenda hangu kunoona mr black mamba varehwa…
Ndakasvika hangu paye ndokunoka door restaff room yavo vakadaira ndikabva ndapinda…
Me: sir ndauya
Mr mhuka: ok ndipe phone number yako pane zvandoda tigozotaure
Me: ok sir, 078 1289****
Mr mhuka: ok mabooks aangu emaths aya uzondivigirawo kumba kwangu pa number 1289 budiriro 2
Me: ok
Ndavekuda kubuda vakabva vandirova mbama magadziko angu ini ndokuenderera mberi nekwandaienda ndaive ndarwadziwa asi wekutaurira paive pasina…ndakafamba hangu kusvika kuclass asi ndaiita kushaya kuziva kuti zvinorevei ko mwari inga ndaive ndapedza zvakanaka wani chaive chave chii…ndakasvik nekukanda mabooks patable pangu…
Me: girls sir venyu vanditi vakuda number yangu aand ndokuti ndizouye nemabooks avo kumba kwavo
Nicole: you ask you dad to escort you simple
Me: yea you are right
Day rangu rakazopera rosvota mr mhuka vaiingoita madrama chaiwo muhupenyu hwangu hameno pese apa vaisandiona here….
*Narration*
Kana mazogara kune varime vasina kana Ganda kumeso Mr mhuka vaive voda mwana mudiki iyeyu aive akaenzana nemwana wavo dai vaitarisawo kuti ko dai asi wangu ndainzwa sei chavaingoda kusvibisa zita remwana asi chavabenge vagona chaicho panenge pasina....
Shuwa murume mukuru kuita mapitse nemwana vakadzi vakuru variko, baba vaive vanemoyo wakasundimwara vaive vamurongera zvihombe paaiuya nemabooks zvekuti vaive vakamugadzirira havo...
Zuva iroro vaive vatobhenha kuti vaizomupedzera and ndivo vaitoda kuravira kekutanga ko mwana wavo vaiita sevakaitq vekupihwa munhu wemurume asina moyo iiiih ndezvemeso kuchikoro vaive vasisadzidzise havo vaiswera vachigudza vanevechikoro Kung mombe haaaa kuzvikoro kune basa vana vaye vanova rude haizi mhosva yavo akomana munenge Manzi muce mabhanditiiii
Mazuva akafamba baba rumbi vachitsungaira kuti nzira dzireruke, kumwana wavo vaaisaona mufaro pachiso chake vakambomubvunza kana zvichimuremera vaikwanisa kumubatsira pamabooks ake,asi iye akabva ati kutya Mazama ndokuseka havo vakabva vafunga mhandara yavo kuti aripapiwo nema exams aya…
Vakafona mai vacho ndokudaira vakamupa phone…
Baba Rumbi: hessi atete
Anashe: makadii dad
Baba rumbi: ndiribhoo mwana arwara kuno atete hanzi exam fever ndatoti ndinzwe pamwwe hanzvadzi yangu yakatofa kare
Anashe: haaaa zvima small small izvi ndichipedza kunyora ndikuuya ikoko
Baba rumba: huyai atete
Anashe: Friday ndopandikupedza ndobbva ndauya
Baba rumba: huyai shuwa ndakusuwa mwanangu
Anashe: ok soon, bye I love you
Baba rumbi: ndokudai vahanzvadzi..bye
Vakafara havo kutaura nemwana wavo rumba ndokukumbira kuperekedzwa Havana kuramba havo vakamuperekedza ndokusvikopa teacher vake mabooks akafara kuti aive amborovawo maths,akabva azviudza kuti haachaende kuchikoro aizoenda day rekunyora, mr mhuka vaive vatogaira mwana kurefu havo…
Kubva zuva rarohwa rumba magaro naMr mhuka Havana kana kuzomuona iye aivve avapa number dzababa vake zvekuti vakabva vatya kutanga vaiziva kuti mamessages anodhiritsa zvakawanda havo..
Mitchel na Nicole vaive vangove 2 ava teacher vavo Havana kumbobvira vada kunetsa nawo navo uye vanhu vaiitaurisa zvekuti rumba aaive akadhererwa nekunyararisa kwake kutaurisa kwake kwaigumira paleadership chete….
Akati akagara hake achitandara na anashe ko aive auya zvekuti kana baba vasipo vaiswera vachitandra havo vaviri vainzwanana zvisingaite, Nicole akabva asvika ndokumbokurukura hake,achibva atii
Nicole: hanzi nasir mhuka asiri kuuya kuchikoro haazi kunyora exam
Akabva apererwa rumba ndokuperekedza sahwira wake aifunga zvakawanda bba vake vachidzoka akazonzwa anashe otiiii…………………………………eyyyy Anashe never changes…………………………………
………………
*Stay tuned*💃🏻
❤️
5