JOHN'S NOVELS๐น๐น
May 21, 2025 at 06:11 AM
*SECOND CHANCE AFTER BETRAYAL*
๐๐๐๐๐๐๐
๐๐๐๐๐๐๐
*OUR CHANNEL๐๐ป*
https://whatsapp.com/channel/0029Vb9JWbED38CUpErxJP0I
*OUR GROUP๐๐ป*
https://chat.whatsapp.com/EX27eaeUeLrLOwJiUJpiLR
*Written by๐๏ธ๐๏ธ*
*Promise Sithole*
Contact us on
*O742589642*
*O7235O8198*
NEW BOOK
*Nzwisa ye zviri mubook*
Mubook redu mune nyaya yemukoma nemuninina umwe neumwe ayine mukadzi wake. Tiri ipapo muninina anochiva mukadzi wemukoma wake nekuda kwerunako rwaiva nemukadzi wamukoma zvekutoda kumutora kumuita mukadzi wake. Ndiyo nhau yekutanga iri mubook redu.
Nhau yepiri mune mukomana achasanganawo nemusikana uyo akamutora moyo. Zvino mukomana akazotumawo muninina wake kunokumbura number kumusikana uya izvo zvakazoita kuti muninina nyakutumwa abve atangawo kuda musikana uyu kwakubva muninina apfimba musikana uye. Uku Kuna mukoma muninina akabva anopa mukoma wake number dzake dzisingaziikanwe nemukoma apo Mukoma ndokutanga kudanana nemuninina wavo vasingazive vachifunga kuti vari kudanana nemusikana wavakaona nyamba kwete muninina ndiye arikutamba mukoma wake hutsotsi
Kuti verenge book rese iri unzwe nyaya yacho yakazara pinda muchannel unakirwe nevamwe
๐
2