JOHN'S NOVELS🏹🏹
June 18, 2025 at 01:20 PM
> "Pamusoroi mese muri muno. Mukwasha nyaya tainzwa yamataura asi isu tese pano hatigone ku charger mari pamwana uyu. Sezvo mati munoda kuroora hapana chakaipa asi mai vemwana ndivo vamasiya kwamabva..
> Me : vandasiya kwandabva???
> "Hongu ivavo vamatiza nuchiuya kuno ndivo mai vemwana uyu. Kana vanga vasina kubvira vakataura kuti vane mwana matozvinzwa. Kana muchiri kuda kuroora motodzokera monovatora vouya vareva zvavanoda pamwana wavo.....
Tauya naye Jason akamitisa Cheryl achiti ndi mainini mwana watsano. Paari kuti anoroora akuudzwa kuti mwana ndewe mukadzi wake😂
Bvazvazodiii paya...😂
Pindai muchannel munzwe nyaya yose. Chizimbe ichiii🔥🔥

❤️
1