PHIBIE ALL NOVELS
June 16, 2025 at 07:09 AM
Ichokwadi here icho chandiri kuona ndiMemo here uyo naWashington wake kana kuti ibhinya riya rakamubata chibharo . Huyai muzvinzwire kuti chiii chakazoitika. Bk redu rave kunaka kunge uchi kuita kubvira kuti bviriiiii pinda muchannel upedzere nyota patsime.

❤️
🙏
2