
🇿🇼 Zim Jokes , Confessions & Memes
June 13, 2025 at 06:17 PM
*NJERE HADZIWANIKWI MUMABHUKU CHETE......*
*Mai vakashanyira mwana wavo kuchikoro ainzi mike aigara ne room mate yake yechisikana yainzi Sally.*
*Pavakaona kunaka kwaroom-mate yemwana wavo vaka suspecta kuti vaviri ava vanofanira kunge vachidanana, chimwe chakaonekwa namai ava ndechekuti Sally ane cup yake yesilver yaanofarira kunwira chero chipi chinwiwa zvacho. Amai vakaviga cup iya mumagumbezi aSally.*
*Mushure me-one week mai vamike vadzokera kumba Sally akauya achiudza mike kuti kubva pakauya mai vako cup yangu handichaione.*
*Mike akafonera mai vake achiti: 'Handina kuti makaba cup uyezve handisikuti hamuna kuba asi kuti cup yakangoshaika kubva pamakabva kuno.'*
*Mai ndokuti: 'Kana neni handisi kuti munodanana kana kuti hamudanane, ndiri kungoti dai Sally airara mumagumbeze ake dai makawana cup.*
*Sando 🔨 🔨 🔨 kunaani??*
😂😂😂😂😂😂 *iyi yandityora*
*chapotsa chandidzipisa nesadza😂😂😂😂😂 chakanyanyisa*
*mhomz* 👊🏼
😂
👊
👍
❤️
😮
🙏
🤛
🤜
😢
🤣
326