
🇿🇼 Zim Jokes , Confessions & Memes
June 16, 2025 at 07:32 AM
`Wakambo batwa ne running stomach vari pasingaite tiudzeiwo 🤔😀`
*Ndakabatwa ne mudumbu ndiri pakati pekunamatirwa kuchurch. Haaaa mudumbu makati krrrrrrrrrrrr haaa iwe ndakasimuka ndikarova Bara ndakananga ku toilet, pandakati cheu ndione eeee mausher achiteera kumashure wachindimwaya annoiting, haaa pakaita basa ipapo. Vakasvika vakanditi dzviii. Apo vaifunga kuti idemon vasiri kuziva kuti mmmm ndirikuda kutopazha mufundisi akasvika akati ndive Ani? Ndikati imi handina Demon ndirikuda kumama zvikanzi na mufundisi haaa mamira pano ndati ndiwe Ani? Umwe ucher ndiye wakazoti mmmmmm arikusura munhu uyu, arikuda toilet haaaa imi.🤣
😂
❤️
👍
😢
😮
🤣
79