🇿🇼 Zim Jokes , Confessions & Memes
🇿🇼 Zim Jokes , Confessions & Memes
June 16, 2025 at 07:38 AM
Mumwe murume akaenda kubhawa ne mukadzi wake kunotandara zvavo.Vasvikako murume ndokubuda achienda ku toilet.Mukadzi paakasara agere pakabva pasvika rinwe hure rikamuti "utange wapiwa mari coz murume waunaye akakecher haabhadhari plaz haadi kupfeka ma kondomu" mukadzi ndokuti "hoho" pasina 2mins pakabva pauya mamwe 2 ndokutaura same story.Murume paaka dzoka akawana mukadzi atovirira nehasha akanzi hande kumba nhasi tinono pedzerana. Pavaka kwira tax mukadzi akaramba achingopenga kusvika driver ati "nhasi hure rawauya naro rinopenga rasiyana neaunosiuya nawo mazuva ese" 😂😂😂Siya reaction usarwadziwe kana waverenga
😂 ❤️ 👍 🪓 😮 🙏 😢 🤣 💘 223

Comments