🇿🇼 Zim Jokes , Confessions & Memes
🇿🇼 Zim Jokes , Confessions & Memes
June 16, 2025 at 08:28 AM
*Nurse🧑🏽‍🔬:* Baba, mwana wenyu anonzwei ? *kuda🕵🏿:* shona neNdebele *Nurse🧑🏽‍🔬:* Ndobvira kuti akubatiswa nei? *kuda🕵🏿:* Nechichira chamunoona zvemazuva ano izvi *Nurse🧑🏽‍🔬:* Ndoreva kuti anosimbiswa nei? *kuda🕵🏿:* Kuda ibota rakavira raave kupiwa mazuvano *Nurse🧑🏽‍🔬:* Ano sweater here usiku? *kuda🕵🏿:* anosiweta zvese nekusidhota kana anwa mahewu akavirisa *Nurse🧑🏽‍🔬:* ooo mapirisi aya momupa 2 pazuva *kuda🕵🏿:* ko pamumvuri ndomupa mangani??? *Nurse :* 🙄🤥 *Hamusati henyu matanga kudzidza zvenyu😂😂🙌🏻🙌🏻🙌🏻*
😂 😮 ❤️ 👍 😢 🙌 🙏 🤣 🍆 👏 152

Comments