🇿🇼 Zim Jokes , Confessions & Memes
🇿🇼 Zim Jokes , Confessions & Memes
June 16, 2025 at 05:39 PM
*➡️Follow Our Channel Link for TILDER Zim🇿🇼,BHOZHONGORA LIVE, D££p,Dhaki S£cr£ts and c0nf£ssions* https://whatsapp.com/channel/0029VaadbeK7oQhUsp9sDw2V *Zvinoitika muhupenyu* *F@m!ly Dark S£cr£ts and c0nf£ssi0ns* *Zvinoyera* *Zvinotyisa* *Zvakavanzika* *Humhondi* *Hurombwa* *Hupfambi* *C0nf£ssi0ns* *D££p s£cr£ts* https://whatsapp.com/channel/0029VaadbeK7oQhUsp9sDw2V Hie chitupa Kanda deep down mubin ndaba account.Asking macousins for help ,help me to clear this confusion within me ndiite 1 direction. I'm a single mom of 1 ndiri kuma20 ikoku.What should I go for money or love ndine confusion? I'm dating a widower in his 40's he has got money ,we get to enjoy ourselves kana tiri tese kutaura nyaya even chikudo he is good anondipa Mari kwete too much but on average and advices of life cz ndoda kuzviitira my own things. problem he can spend 2 or 3 days asina kufona tisina kunetsana attention hapana it's been 3 years now ndakamboedza kutaura anochinja zve 3 weeks ototanga ft and that's the reason ndichiramba kuroorwa naye .I feel like ndoda someone asingagone kurara asina kundifonera.But Mari anayo zvekuti once ndabvuma he can take care of me and my baby kutotengerwa mota and he promised kuti haadi mukadzi anoenda kubasa.So here comes another boyfriend I feel like we are attached somewhere I love him zvekufeeler kuti this one is my better half but boy haana Mari, we are in a long distance relationship haagone kungotumira chero 10us hayo but attention chero pawadira but ndotozviziva ndega kuti he won't be able to take care of us,ndonzwa kunge akatoomera anotora advantage that I go to work anotoda kuti ndimujege sometimes.manje inin kumba kwedu hatina Mari ndongofa ndiri wenhamo hre aaaah ? Ndukuda maadvice what should I go for vanotuka kana nemi zvamatuka izvozvo Hi plz hide ID Have been reading other people's posts since i joined the group. I would say it took me time to come out of the comfort zone because am broken more than ever. Please post as hidey. Mine is not a confession as such but i need help asap. So my story is like this my father passed away when i was 9 years old leaving me with my siblings with our mom. She was 5 months pregnant and gave birth to my sister to make us 5 . My father worked in the Army so my mum had to process his pensions and would leave us home with our maid. During this period she would take weeks in Harare and that's when this nightmare happened. Our maid had his brother who was working on a farm as a herd boy and would come weekends. These people stayed in the same area with us. Ffw the guy would bring milk to our house or sometimes i was told by the sister to go and collect it . One day in went to collect the milk and he raped me i didn't know who to tell so i kept quiet yes quiet. This continued until i had to refuse going there and i never told anyone until now. Ffw again I moved to the big City to stay with relatives i was emotionally abused i never told anyone even when i was going through hell not even a single day did i say anything. Luckily i passed my O level moved back to stay with my mom again and did my A level and went to college. Now am 26 years old no one knows what happened, I don't know what happiness is I go to church but i have bitterness whenever someone hurts me i just keep quiet . I can't Express myself well that now i can wake up and decide to be mute am staying with a relative again who's wife complained about my behaviour such that they went and spoke to my boyfriend without my knowledge. He later told me and was upset. Now for the past few days i haven't been talking to anyone i spent the whole day in my room. I have reached a breaking point where i am living within my walls where no one can reach. I need a therapist because even our relationship with this relative is on the verge of breaking. If you know any therapist around please contact the admin so that am helped. I want to make a better future for my mom and sisters but i can't if am in this state. Notify when posted. Hope to find help and regain self esteem again. Yours hidey https://whatsapp.com/channel/0029VaadbeK7oQhUsp9sDw2V https://whatsapp.com/channel/0029VaadbeK7oQhUsp9sDw2V Hi hide me!!!!!! Inini ndakarorwa ndine mukomana wandaidanana naye&ndiye wandakatanga kurara naye, kubva tichiri kuchikoro, ndakazororwa nemumwe murume wandakazosangana naye ndichiri kuzim tikazouya kuno (UK) ndakasvika kumba kwandirikugara nemurume wangu ndipo parikugara boyfriend yandakatanga kudanana nayo apa ndiye akandibvisa viginity yangu.Apa murume wangu anoenda kubasa manheru kunyanya.Paanoenda kubasa ex yangu inopinda totanga kusasana zvedu tichikwirana.Paanedambudziko inini handisisina ma feellings nemurume wangu chaiye apa ex yangu mkadzi wayo arikumusha arikuti titize murume wangu tinogara somewhere ndoitawo sei hama dzangu murume wangu ndomuda and tavanevana 2 tiritese ndoitawo sei ma kazeni .Ndotiza murume here ndiendw ne ex or toramba tichikwirana tiripamba pamwe ..ndotenda kunevachandipa advise. https://whatsapp.com/channel/0029VaadbeK7oQhUsp9sDw2V Hello .. ndauyawo ndine nyaya yakamira seizvi ndakapindawo muRelationship ndiri kuchikoro kuUniversity saka ndakabva ndabata pamuviri ndakazivisa mukomana wangu ndave nepamuviri mukomana akati handisati ndave ready to be a father so akanditi ndibvise nhumbu ndikaramba ndikati kwete handina Chipo chekuuraya so ndakachengeta nhumbu yangu kusvika ndabara mwana wangu ndikabara mwana musikana uyo wandakazosiira mai vangu ndichinopedzisa chikoro ndakapedza chikoro ndikatanga kushanda ndakashanda zvakanaka ndikatotora mwana wangu ndikagara naye takagara nemwana wangu achitoenda kuchikoro ndikashanda kwenguwa yakareba ndakazodanana nemumwe murume akatondiroora zvakanakisa zvekuti vanhu vazhinji vakakatyamadzwa nazvo kuti mvana inotoroorwa zvakanaka kudai takagara nemurume wangu zvakanakisa murume wangu aida mwana wangu zvokuti kana ini ndakafara nazvo nokuti aito mubata semwana wake mwana uyu hapana chaaishaya zvekuti vanhu vaitoramba kuti ndiStepfather mwana uyo aitoendeswa kuzvikoro zvemhando yepamusoro chikoro chaidhura ndakafara nazvo nekuwirirana kwaiita mwana wangu nemurume wangu asi pane nguwa yandakasvika pakuzvibvunza mibvunzo yakawanda mushure mekunge mwana avekuita A Level ndichiona hukama hwaiva pakati pemwana nastepfather vake vaiwirirana zvekutotorana votoenda kutown votonditengera maSurprise emadress nezvimwe zvakawanda asi ini mai semunhu aichengeterwa mwana handina kuda kutaura zvakawanda kuti pane zvandanga ndave kususpecta pakati pababa ava nemwana wangu and ndakanga ndatove nemwana mukomana wandakanga ndaita nemurume wangu asi murume wangu akanga asina nguwa zvinji nemwanakomana watanga taita pamwechete nguwa yavo zhinji vaipedzera kumwana wangu musikana zvinova zvakandishamisa.Tagara tagara mwana wangu musikana akamitiswa akaita pamuviri panga paakutoonekwa ndikamubvunza kuti nhumbu ndeyani akati haazivi kusvika abatsirwa mwana wangu uyu abatsirwa kudaro baba vakaramba vachingoda mwana wangu nemwana wake zvakapfurikidza zvekuti ini ndakatanga kuzvibvunza futi mibvunzo ndikaenda kumurume wangu ndikati murume wangu madiro aunoita mwana wangu nemwana wake aaaa ndatadza kumanzwisisa ko sei usina nguwa nemwana wedu watakabara tose murume akati aiwa haasi muzukuru mwana wangu ndakatombofenda ndikazomukira kuchipatara ndapora ndakadzoka kumba ndikabvunzazve mwanasikana wangu ndikati zvandiri kunzwa nababa vako ndizvo here mwanasikana wangu akabvunza kuti chii chandanzwa nababa ndikamupindura kuti baba wako vati mwana ndewavo mwanasikana akati sezvavataura baba Ndizvozvo ehe mwana ndewavo hapana chandogona kuchinja ndakapererwa ndikati saka mwana wangu ndizvo zvawada here kuti ndisheyane murume newe murume wandaiti Ndivo baba vako kutambura kwose Kwandaiita newe ndichikurera ndiyo thank you here mwana akatI havasi ropa rangu iropa remwana wenyu wamuinaye nemwana wandiinaye ndakapererwa ndikadzokera kumurume ndikanobvunza kumurume ndikati aiwa inga mashoko amataura mwana atsinhira saizvozvo ndakapererwa ndikashaya neremuromo saka ndauya kwamuri ruzhinji rwezimbabwe kuti ndoitasei nenyaya yakadai kuti ndatorerwa murume nemwana wandakabara ndiwo mubvunzo wandauya nawo kwamuri ruzhinji reZimbabwe kuti dai maive imi maizvitora sei uye nyaya yakadai munoitorawo sei yekuti baba vakatora mwana wemukadzi vakamuita mukadzi vakatozoguma vatomuita mukadzi wavo nokuti ini ndakaona kuti hazvichabatsiri kuti ndirambe ndakagarisana nemwana wandakabara pamurume so ndakatora mwanakomana wangu wandakabara nemurume ndikaenda ndikanotsvaka kwangu kwekugara zvekuti nanhasi murume agere nemwanasikana wangu please musaburitsa zita mondizivisa maposta ndigoteerera maComments Ndotenda zvikuru tete Sorry nekurebesa
😢 🙏 ❤️ 👍 😂 💔 🙉 💃 😭 😳 50

Comments