🇿🇼 Zim Jokes , Confessions & Memes
🇿🇼 Zim Jokes , Confessions & Memes
June 17, 2025 at 08:16 AM
> Girls fear murume anonzi Phinias😂😂😂🙌🙌🙌 Phinias👨‍🦱: Baby, zviya birthday rako ririko rinhi? Panashe🙍: Musi wa 26 July. Phinias👨‍🦱: Ndinoda kukutsvagira present isingaite. Panashe🙍: Ndingafara zvisingaite. *Musi we birthday unosvika, muface anotora chimoko anoenda kunotengeswa mota.* Phinias👨‍🦱: (anonongedza mota ye BMW X5) uri kuiona here mota tsvuku iyo? Panashe🙍: (anosvetuka nemufaro achimonera mface wake) ehe ndiri kuiona sweety, u 're so special. Phinias👨‍🦱: Ndakakutengera Nail polish yakafanana ne motaiyoyo. 🤓🤓🤓🤓🤓🤓🤓🤓🤓🤓🤓 *SHARE*🤓🤓🙌🙌
😂 😮 👍 ❤️ 😢 🙏 😭 😹 🤓 🤚 155

Comments