🇿🇼 Zim Jokes , Confessions & Memes
June 17, 2025 at 12:01 PM
*Chihwindi - chiri muropa. Amai vakatengera mwana toy ye combi.Mwana akatanga kutamba nayo achishevedzera 'Mabvuku, Tafara naMutare rd, eh vabereki, garai 4-4, ko imi mai makamirirei padoor, muri mboko mazvinzwa?Imi ambuya sebedzanai, haikona kugara kunge munhu ari kuzvara...The mother heard him and took away toy iya. After a while,mai vakanzwa tsitsi kuona mwana wavo angonyarara ndokumudzosera toy iya.Mai vakanzwa mwana atangazve 'right vabereki, tadzoka manje, sorii zvenyu mota yanga yatorwa nemahure ekanzuru...kkkkk 😂😂😂😂 ipavamwe usaseka wega*😁😁😁😁😁
😂
🙏
❤️
😢
❤
👍
👏
😁
79