
🇿🇼 Zim Jokes , Confessions & Memes
June 17, 2025 at 01:35 PM
Hie Admin hide my ID,,ndauya nechinhu chinondirwadza kwazvo zvikurusei kana ndina sisy vangu, rinondirwadza kana ndaenda kuna sisi vangu kuflashiswa dhodh! ravo or voenda kutoilet munhu opinda mutoilet asina mvura oti ndiigirewo mvura Dai zvaiitirwa munhu mudiki better manje ndaamunhu mukuru ndine vana 2, nhamo yakashata veduwee ndichiri netumari aisambodaro nenhau yekuti now I'm broke ndaakungoitwa yese yese uchitukwa kunzi benzi, muroyi, chapa husimbe, ukabika hazvinake izvi murume wangu haangambodye zvakadai asi unozonzwa murume wacho aakutocommenter ukada kutaura wonzi hapana chaunoziva, uchitukwa pakazara vanhu zvekuti unonyatsoona kuti vanhu vabatikana zvinondirwadza asi chandinoda kuudza vamwe vanhu ndechekuti hupenyu ivhiri, and I remember mashoko amwe aakataura zvekuti ndakarwadzisiswa hanzi usafunge kuti hupenyu hwako huchadzoka pamashure paya pawanga umbori nemari. Zvakandishamisa ndikagumirwa nemashoko, chinondinetsa life yangu ichiri bhoo aisambodaro hake..
😢
😭
🙏
😂
👍
😮
🙆♀
🙆♂️
🙈
🧎♀
47