🇿🇼 Zim Jokes , Confessions & Memes
🇿🇼 Zim Jokes , Confessions & Memes
June 17, 2025 at 02:05 PM
*Chiko aiva nevakadzi vatatu zvino barika rakanga rava kumukurira. Akati regai ndiroore umwe pavatatu apa. Sezvo aida vese akada kuona Kuti ndeupi ano gona kuvaka musha* *Ndokufunga zano rokupa umwe neumwe mari inosvika iyo $ 500* *Mukadzi wekutanga aka ndotenga mafuta ake ekuzora facepawder makeup nechikafu chomumba, imwe yasara ndokupawo vabereki vaChiko ndobva yapera* _Chiko uya akafa ranazvo_ *Wechipiri ndokumhanya mutown ndokundo tenga mubhedha phone yake neye murume wake, imwe yasara ndoku bhadharira vana chikoro ndobva yapera* _murume ndobva afara nazvo_ *Wechitatu ndokutora mari iya ndokuvaka imba hombe hombe, imwe mari yasara ndokuitora ndokuisa mubank account yemurume wake ndabva Chiko afara nazvo🥹🤓* *Zvakazoshamisa hama dzese, Chiko uya aroora Chipo, muvakidzani wake akanga ane mazizamo nemazigaro, uyo ainge abva Jozi.🤣🙌.*
😂 ❤️ 😮 🚮 👍 ☠️ 👏 🔥 😀 84

Comments