🇿🇼 Zim Jokes , Confessions & Memes
🇿🇼 Zim Jokes , Confessions & Memes
June 17, 2025 at 03:24 PM
*Chamboko was swimming but akasvika panguva yekuti anga onyura mudziva...akabva achema kuna Mwari kuti vamubatsire.......* *Pakabva pauya chikepe kuti varume vaive nacho vamubatsire...Chamboko akabva aramba akati Mwari wake waanonamata achamubatsira panjodzi iyi....* *Chamboko akadzamara anyura akafa akaenda kudenga kuna mwari...akasvika akabvunza.....* *`Chamboko`👨🏽‍🦳: Ko nhai Mwari wangu makaregerei kundibatsira pandakatambudzika mumvura ndichinyura.....* *`Mwari🗣️`: Terera unzwe chikomana .....ndakatumira chikepe kuti ndiratidze simba rangu asi wakaramba kutenda mandiri* 😹😹😹😹😹😭😭😭🙌🏼🙌🏼
😂 🙏 😢 ❤️ 😮 👍 😭 👎 💩 🚮 96

Comments