
🇿🇼 Zim Jokes , Confessions & Memes
June 17, 2025 at 05:43 PM
*Zimbabwe nyaya yandinayo nhasi inobatanidza Harare neMhondoro.* *Kuna Tete nemuzukuru wakauya kuHarare kuzobatsirwa, tete wanga waane nguva yakareba vachirwara saka vakazobva kuMhondoro ndokuperekedzwa nemuzukuru kuHarare kumba kwemubatsiri.* *Vasvika kumba kwemubatsiri vakaudzwa kuti "pamuri mese muri 2 ndiri kuona munhu 1 ,makangofanana deedzai vamwe vehukama vari pedyo vauye pano".* *Hama dzauya mubatsiri akabva ati "ndisati ndataura zvakawanda ndoda kuti atete mutaure nyaya yenyu mega" , tete vakapindura kuti "handikwanise kutaura nguva yakareba ndakaremerwa ndiri kurwara".* *Zvikanzi nemubatsiri "ndakunamatira muzukuru venyu uyu" , anamatirwa ndiye akabuditsa mhepo yaiti "hamuna kukwanisa kundichengeta pandiri kundichengetera hapaiti maimbondichengetera mumba sei makundichengetera panze , sei muchindichengetera pamunhu akafa ,ndinoti ndikabva kunoshanda mondiisa paguva".* *Zvikanzi nemubatsiri "batai vari kumusha muzovabvunze nzvimbo ichataurwa nemhepo".* *Mhepo yakabvunzwa kuti "Uri kugara paguva raani" ,,,Mhepo ikapindura kuti "paguva remwana wemukoma wangu".* *Zimbabwe chaipindura apa imhepo yainge yakagara pamuzukuru akauya naTete , chainzi chinogara kumakuva mushonga.* *Mhuri yeZimbabwe zvakanzi kubva zvarwara tete ndiye aifanira kuita zvemishonga iyi asi anonzi akaramba akati "murume wangu anoita zvekubatsirwa batsirwa saka mushonga anopedzisira auona hazviite ndiuchengete mumba".* *Mhepo yakabvunzwa kuti chii chimwe , ikati "takatorwa takawanda ini ndogara kumakuva asi mumwe wangu anogara pakanaka".* *Zvikanzi nemubatsiri anogara pai ,Mhepo ikapindura kuti "ari muWaist mangu umu ndopaanogara".* *Paitaurwa izvi muzukuru aibudirwa nemhepo aitosimudza skirt yake kuti vanhu vaone zvaiva muWaist.* *Madzimai aivepo ndivo akazomhanya kuvharara vhara , muWaist makaonekwa muine chizango chinofema.* *Murume wemuzukuru aivapo paiitika zvese izvi achibva ati "tinobvisa hembe mumba yedu nemukadzi wangu asi chinhu handisati ndambochiona".* *VaTete vakarara pasi vakabva vati "hongu zvaari kutaura zvese ichokwadi asi chinoita zvinhu zvese zvifambe chiri pano".* *Mhuri yeZimbabwe chinhu chaitaurwa chainge chakaiswa musikarudzi yaTete.* *Zimbabwe chinhu chakabuda mukati mesikarudzi yaTete vanhu vakashaya kuti chaigara sei chinhu chakadaro mukati mumuviri wemunhu.* *Vamwe vakadzi vaivepo vakambopinza ruoko munhengo yesikarudzi yatete asi hapana chakabuda ,maoko aipinda kunyura asi hapana chaibuda.* *Muzukuru ndiye akazoenda akaisa ruoko ndokubuditsa chinhu chijira chaikasonererwa zvinhu mukati, zvinenge zvakaita pillow zviya ndozvachainge chakaita asi ichocho chiri chidiki.* *Mushonga uya wainzi ukugara pakafonerwa vaiva kumusha kuti vaite confirm kuti paguva pane mushonga here.* *Zimbabwe vanhu vaiva kumusha vaiti mushonga vari kuuona asi vairamba kubata.* *Zvaitika izvi mubatsiri akazoti "tiri kufanira kuenda tese kumusha mangwana tobvisa mushonga uyu".* *Zvataurika izvi muzukuru akabva ati "ini imwe mushonga handina kuita kupihwa mumaoko asi ndaiita zvekurota ndichitambidzwa".* *Mhuri yeZimbabwe zvakanzi chakaita kuti tete varware ndechekuti muzukuru akapihwa mushonga haana kuteedzera dzimwe mhiko dzemushonga , pane pamwe paida kuti asaite bonde nemurume wake asi iye aiita zvino umwe musi pakaz……..* *
*end chaptr tapihwa yose nyaya yacho namukoma admini asi taidimburira panzira timboona kuti muri kuverenga here zvichida tosenda ivo vanhu vacho vasingaverenge uchinge waverenga isa emoji 🍓🥰🌟💔🤲😭reaction chero yawada kana maisa ndoisa ndichi continue*
vari kuda more react ndizive mukuda ❤️🙏😢👍admin awane simba
😢
❤️
👍
😮
🙏
😂
❤
😭
💔
👏
299