
🇿🇼 Zim Jokes , Confessions & Memes
June 18, 2025 at 07:14 AM
*Hello Admin*
My story is like this 2018 I was staying in Chegutu . So as you know Chegutu vanhu tangojaira kufamba netsoka from town to location cause hapana distance stereki that time ndaigara kunonzi Kuma heroes. On that fateful day ndakadzika bus paChicken Inn ndichibva kuHarare it was around 7 dzemanheru. Ndakabva hangu ndafamba nekaroad kanodimbudzira kupinda nemuZM . Ndava panjanji behind hospital I saw to guys vachibva kufront I just felt kuti something wrong then I turned kuti ndidzokere kutown ndobva ndaona another guy aitofamba achibva nedirection yekutown. Something just told me run kubva ndamhanya nemumahuswa ndichienda paVet and the 3 guys followed. I got pagate repavet panga pakavharwa pachiratidza hapana vanhu I ran nemuside mefence ndichida kuenda kugate rehospital but unfortunately vakabva vandibata. The place yakaita pachisango but I was very close to the hospital and the highway. The first huy started giving me countless slaps achiti watimhanyisa. They pushed me to the ground vakandibvisa masocks vakamaisa mumukanwa cause ndaiita noise. I was not a virgin hangu but ndandakangoita s£x once in 2016. The first guy had a very big 🍆ndiye akatanga. It was very painful kupfuura my first s£xual encounter. I could feel my pr!vate p@rt te@ring until apedza. The second guy came and put 4 fingers inside the pain was too much my b○dy couldn't take it anymore so I c○llapsed. I woke up the following day in a hospital pabed pangu paine 2 police officers vaya vanofamba nemabhasikoro cause vavaine mahelmet. They told me vakandiona ndakarara whilst they were patrolling around 10 pm meaning ndandava ne2 hours ndakarara ipapo. The doctors came and explained kuti when I was brought in ndandakabairirwa danda in my pr!v@te p@rt and unfortunately rakanobaya chibereko. Ndakaiswa mastiches and I stayed in hospital while police doing investigations but unfortunately havana wavakabata and the case was later closed. Chibereko chakaramba kupora till the gynaecologist azoti its best chibviswe cause there is no hope. I was 24 ndakabviswa chibereko now am 31 zvinombondirwadza hangu ndichiona vezera rangu vaine vana. Nyaya dzerape idzi people dai tambomira kuwedzerana maronda by justifying it. I remember tete vangu vakanditi iwe waifambirei netsoka husiku, but this is something chataingoita almost every resident of ZM and Heroes hapana paungafungira kuti zvingakuwana in that manner
😢
😭
💔
🙏
😂
😮
👍
☹️
🔥
😆
158