ZICH Media
June 15, 2025 at 01:36 PM
1. Kudzikera kuutungamiri wemhepo yakabva Guruuswa ivhitungamira Madzitateguru
2. Izvi zvokuti Munhumutapa kureva kuti mhepo yakanga yabviswa panyanga nevanhu vava kuzviita madzimambo.
Madzitateguru vaisaidzana nemitupo kwete kuti mambo/changamire nokuti vaiva vakaenzana.
Munhu anotodaidza umwe kuti mambo kana akanongedzwa gano