ZICH Media
June 15, 2025 at 02:29 PM
[6/15, 3:45 PM] Admin Ndino tenda hangu nema fungiro, ma onero, ma ziviro neku tenda kwenyu Mukuru wangu. Asika kana vanhu va chinge va wanda pa nharaunda, nzvimbo, dunhu kana nyika (population increase or accumulation). Panenge pava kuto isa system and hierarchy ku itira to manage, govern and or control the distribution of resources amicably and orderly. Sandizvo here nhayi??? 🤔🤔🤔🤔✍🏽 1 [6/15, 3:53 PM] Ndinobvumirana nazvo asi utungamiri wepamusoro ngaigare iri mhepo isingadyi sadza uye kuburikidza nokusadya sadza kweUtungamiri wepamusoro, the lower hierarchy will be selected on the same basis nemhepo iri pamusoro. Pane rwiyo rwematare eChikaranga rwunonzi Unouya Woga Mudzimu waSekuru, hautengwi. Ndiwo masarudzirwe anoitwa vatungamiri vanenge vakagarwa nemhepo uye vari bound by the spirit, vanotya kudeura ropa kana kuromba. Mukaranga zvinoreva kuti munhu anoyeresa upenyu asingadeuri ropa nhando, saka mukutya kudeura ropa, vavakidzani vedu, ndokubva vatiti tiri madzimai uhwo uri utsvene. 2 [6/15, 3:59 PM] Vakaranga vanhu vanosanganisira Kalanga, Ndau, Barwe, Korekore, Zezuru. Zezuru rabva pa The Zulu, pioneer column, payakasvika Chivhu yakarwiswa nemauto aigona kurwa semaZulu, vakavhunza kuti are these The Zulus, Zezuru. Manga musina muZulu panguva iyoyo. Note also that when Mutota left Great Zimbabwe, aitobwereketa Chikaranga chemandiriri, asi vanhu vari Dande nhasi vava kuzviti Korekore, twumazita twasvikazuro. 3 [6/15, 4:03 PM] Saka in the absence of spiritual leadership, vanhu vava kurwira utungamiri wavasina kuburikidza neDemocracy isina musoro. Great Zimbabwe was built by experts and not politicians. Parliament must be made up of experts in every sphere of human development then you will see the renaissance of the Great Zimbabwe. [6/15, 4:11 PM] Admin Okay Bambo. Just judging by the last 3 responses you made. Then you do agree upon the 1st two issues dzeku dzoredzera Chi-Karanga /Chi-Vanhu che pasi-chi-gare chana Ma-tanga-ku-gara. #ndatendazvikurusa 👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽 [6/15, 4:12 PM] Kwazvo.
🐾 😢 🙏 3

Comments