
Mai Tamia Stories
June 13, 2025 at 06:23 AM
: https://chat.whatsapp.com/IvxmLVf3PTc0J1kvnZEDE7
https://whatsapp.com/channel/0029Vam3cw19RZAeSrQedT2J
Forbidden Fruit
🍎🍎🍎🍎🍎🍎🍎🍎🍎🍎🍎🍎🍎🍎🍎🍎🍎🍎
Romantic Story
Written by
Author Nyasha
0785651210
Mai Tamia
0786677765
Read🍎like🍎and share🍎
Chapter 10
Maidei
Ndakanyatsoona kuti ndigone kuramba ndiri pamba apa ndaifanira kuita something chinoita kuti Mai ava vadzingwe ndivo pamba apa. So ndanga ndave kutoshanda ivo ndokutanga kuita sekunge munhu akapusa zvangu. Ndakarongedza zvinhu zvangu zvese ndichibva ndanoisa pamusuwo wemba yavaiti cottage iye ndichibva ndanovaudza kuti ndaive ndaisa zvangu panze. Ndakataura ndichinzwisa tsitsi vachibva vandipa makey vakanyarara. Ndakaenda kuye imba yandakatanga kupinda maive mudining room umo ndakawana muine masofa zvese neTv. Ndakabva ndasekerera zvangu ndikati "saka kuno ndichange ndichigara ndega nemaroom ese aya. Ndakabva ndatomhanya kunovhura imwe room ndokuwana muine bed newadrobe. Ndakanovhura umwe ndokuona iri bathroom netoilet. Ndakamhanya kune imwe yacho zvekare ndokuona muri mubedroom zvekare and this one toilet nebath zvaive mukati. Ndakanovhura imwe ndokuona muri mukitchen asi maive musina kana chinhu ndakabva ndaneta chaiko nekuti ndaiti zvimwe ndave kuzvibikira ndega ndichizvidyira asi maive empty zvamo asi mastove zvese zvaivemo. Ndakabva ndabuda muye kwave kunoisa zvinhu zvangu muroom yaive netoilet mukati iye nekuti zvekubuda door husiku ndanga ndisisatozvide zvachose ini ndanga ndajaira chirungu kaa. Ndapedza kurongedza ndakabva ndadzokera kunoita basa rangu kumain house asi Mai vaye vaingonditarisa zvekusvotwa chaizvo mheno chii chavaive vachiri vakagarira ivo vanga vambotaura zvekuda kubuda kuseni paye. Handina kuratidza kuti ndaive ndichiri kuvada ndakaita sekunge ndaive ndagonekwa chaizvo navo. Vakazobuda naMadam ndokusara ndiri ndega hangu kwave kuenda kukitchen ndokubika chikafu chandakanoisa kuroom kwangu kwave kutakura drink nemabiscuits ndokunosiya zvekare ikoko kwave kutanga kuita basa ndakaswera ndega pasina aripo pamba ndichibva ndazofunga kuvabikira zvemanheru ndakasarudza kubika beef neveg sezvo zvirizvo zvandaigona and ndakanyatsomaker sure kuti ndabika nemoyo wese hangu ndichipedza vakabva vasvika Madam vaine shamwari yavo and zvakandibhowa nekuti ndaiti aenda ini. Vakasvika nekukumbira chikafu mumwe wavo achibva azoti "ndakuudza wani paye kuti ngatigare tadya out paye", vakadaro Madam ndokuti "ini chikafu chekunze chinondinetsa ini ndinoda home cooked food",vakadaro vachibva vati ndipakure ndakanovapa vachibva vati "I hope zviri kunaka sekutaridzika kwazvoka kwete kunge zviye zvekuseni" vakadaro ndichibva ndati "sorry madam asi paye zvaitika vanga vandituka kuti ndiri mombe yakabva kusina uswa uye ndirimbwa saka ndanga ndichida kungovaratidza hangu kuti imbwa nemunhu hazvigare zvese", ndakadaro ndichibva ndazofunga kuti ndatanga kwave kubva ndapfugama pasi chaipo ndokuti "am sorry madam nezvandaita kuseni asi ndarwadziwa mufunge henyu ndirimunhuwo anodawo rudo mufunge saka zvakangooma kunzi urimbwa nekuda kwehurombo, hakuna akasarudza kuve zvandiri izvi mufunge munhu wese anotodawo hupenyu hwakanaka ihwohwo", ndakadaro vachibva vati "It's okay yapera kare nyaya iyoyo ko Kudzie aidei muroom mako?" Vakabvunza ndichibva ndaona kuti ndikada kutaura zvakanaka zvinoenda nepamwe ndichibva ndati "aida kundirova kuti ndakapunza fon yake handiti munoziva here kuti akandivenga futi, handizivi kuti munyama here kana kuti chii chiri pandiri chinoita kuti vanhu vese vandivenge kudaro ndisina kana kuvatadzira",ndakapedza kudaro ndave kutochema vachibva vauya kuzondisimudza pandaive ndakapfugama paye ndokuti "I hate to see your tears coz ndakambochema like this hupenyu hwakandiomera ndichishaya help so handitodi kuonawo munhu achitambudzika zvachose nekuda kwangu, iwewe kubva nhasi haubike muno ndichakupa chako chikafu chaunozvibikira nekudya wega. Muno basa rako kucleaner kuwacha chete mukitchen vese varipapo vanoita vega since murimo mune nyaya", vakadaro ndikafara chaizvo ndokuvatenda vachibva vatanga havo kudya ndikanzwa voti "Inga unogona kubika wani nhai Maidei?" Vakadaro Mai vaye ndokuti "anogona uyu asi mukonyo chaiwo ndiwo wakamugara, and becareful nevanhu vanogona kupretender kunge uyu munhu anogona atori someone akauya for reason nekuti mwana wekumusha anobika zvakadai?" Vakadaro Mother ndokuti "zvirikunaka kaa?" Vakadaro vachibvunza umwe wavo zvavo ignoring zvaaive ataura iye achibva ati "zvekudyira nzara", akadaro ndichibva ndanopakura changu kwave kudya zvangu ko handiti vanga vasati vandipa zvangu zvekubika here. Ndapedza ndakabva ndaoneka ndokuenda kunorara hangu ndakasvika nekugara pasofa hangu uku kuti ndibatibatidze TV hapana kana chandaigona zvangu kana kunzwisisa ndakaguma ndarara hangu pasofa paye kwave kubatwa nehope ndichibva ndazomutswa nekachando hwatove husiku kwave kunorara pabed hangu. Ndakarara kunge munhu akapedza nhamo. Kurara zvekukanganwa kuti ndingoriwo hangu mushandi pamba pevanhu. Ndakazoita kumutswa naivo Madam vachiti vave kuenda kubasa ndokusiya vati ndinoita basa rese kumba. Vakaenda zvavo ndichibva ndabuda kuenda kuye ndikaona muina Aunt vavo vaye. Ndakabva ndabvunza kuti "ko vamwe varipi?" Vakanditarisa ndokuti "hanzvadzi dzako nanatete vabuda wanga uchitsvaga ani wako chaiye?" Vakabvunza neway yerough soo yakandibhowa ndichibva ndati "oky thanks ndanga ndichitsvaga Gogo" ndakadaro vachibva vasimuka ndokuuya kuzomira kumberi kwangu kwave kuti "you know what I hate you and handidi kunyepa I hate poor people coz kutambura kwandakaita kwakaita kuti ndigume ndaita chimwana chisina baba so kubva ipapo handidi kutomboona munhu anotambura pedyo neni', vakadaro ndichibva ndati "kureva motobva pano zvee nekuti ndiripo. Ndakadaro vachibva vati "ndakatomira rwendo rwangu nekuda kwako iwewe and trust me ndichabva pano iwewe wabva", vakadaro ndikati "pamba penyu here pano?" Ndakabvunza vachibva vati "shama zvako uchitaura dhodhi uchazviona zvandiri kutaura", vakadaro ndichibva ndatombonzwa kuda kuvaseka kwave kuzozvidzora ndokuenda hangu kwave kunoita basa rangu.
Ndakashanda zvekupedza nguva diki kwave kudzokera kucottage kwangu uko ndakamutswa naMadam pasina nguva vachindipa zvinhu zvekubika zvavaive vauya nazvo. Ndakabva ndatotanga kubika ipapo coz nzara yacho ndaitove nayo kare ini. Ndakapedza kubika ndokudya kwave kugeza hangu ndichibva ndamborara ndakazomuka kunze kwadoka ndokutanga zvekare kubika ko kutyei hangu ini ndaive ndakuzvionera ndega.....
verenga zviri pazasi unzwisise zvakanaka.
Book redu richatanga kutengeswa pachapter 14. So vanogara vaita payment vapinda musub group mafree chapters asati apera. Munotenga book nemutengo wakaderera.
Let's start to subscribe tigare taiswa kuSub to avoid pressure.
🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹
*Ecocash* $1us or 80zig
*Innbucks* $1us
*Scratchcard* $1us buddie
*S.A inbox for payment plan
0786677765
L Mutandwa
Kana waita payment inbox me neproof of payment ndokuisa kuSub group redu reTHE FORBIDDEN FRUIT.
NOTICE🌹🌹🌹kana mafree chapters apera book rinenge rakwira price to $2 so Garai mabata yenyu nzvimbo nedollar chete.
❤️
👍
😂
5