
Mai Tamia Stories
June 13, 2025 at 06:28 AM
https://chat.whatsapp.com/IvxmLVf3PTc0J1kvnZEDE7
https://whatsapp.com/channel/0029Vam3cw19RZAeSrQedT2J
Forbidden Fruit
🍎🍎🍎🍎🍎🍎🍎🍎🍎🍎🍎🍎🍎🍎🍎🍎🍎🍎
Romantic Story
Written by
Author Nyasha
0785651210
Mai Tamia
0786677765
Read🍎like🍎and share🍎
Chapter 12
Kudzie
Ndakadzoka kubasa ndokubva ndafunga kuona Maidei. Ndanga ndatove addicted to her sekutamba sekuseka mufunge ndichisvika pamba ndiye munhu wandaingonzwa kuda kutanga kuona. Ndakafamba two steps ndakananga kucottage ndokuzofunga kuti ko kana pane arikundiona mumba . So ndakabva ndambopinda mumba first greeting my Mom. Kwave kunogeza ndichibva ndachinja hangu, Ndakaenda kukitchen ndokutsvaga chekudya ndapedza ndakabva ndafunga kubuda kuti ndinoona munhu wandaive ndasiya masikati. Kwandiri ndaitonzwa sekunge ndine time ndisina kumuona mheno sei zvaive zvandidaro soo. Nguva iyoyo fon yangu yakaringer and it was my girlfriend ndakabva ndafunga kuti ndaive ndaive ndamboona mamissed calls ake kuseni handina kufona. Ndakabva ndangomusira message kuti "very busy will call you later' ndakangotaura kuti asandinetse nekuti ndaitoda kubuda kunoona Maidei. hondo yakazovepo pakuti ndobuda sei manje nekuti ndaisada zvachose kuti pawane anondiona ndichienda kucottage. Ndakazofunga zano kwave kukiya room yangu ndichibva ndabuda neback door ndokuenda kuye ndikawana Maidei akarara hake uku musoro uye waive ungori papillow usina kana kusungwa zvawo aah zvakaoma kumwe kusaziva ma1 make up iye zvayaive yave zvimwe zvinhu kusatoziva kuti unogezawo usati warara. Ndakamumutsa achibva amuka hake apa maziso aive akatsvuka. "Kwakanaka here?" Ndakabvunza achibva ati "yaa handisi kunzwa zvakanaka kubva pandarutsa masikati ndirikunzwa kupera simba", akadaro hana yangu ikarova mwana uyu kubva day one randarara naye handina kushandisa protection zvachose and ndaitodira mukati zvangu ndakazorora. What if kana iri nhumbu nhai? Asi haakana hazviite haingamboiti nhumbu kwete even kana ikave iyo will abort it, ndingazvitaure ndichitii kunamai vangu nhai nemamiriro ezvinhu iwaya . Ndakazvifunga ndega ndichibva ndamuti "okay rarara rega ndikutsvagire mapain killers ", ndakabva ndatonopinda mumota kwave kubuda kuenda kutown. Ndakanotenga pregnant test first ndokubva ndazotenga chikafu chekuti adye kusanganisira ice cream iyo ndaiziva nyangwe akadya haamborutse nayo. From there ndakabva ndambotenderera delaying time kuti vanhu vekumba varare coz ndaisada kurisker zvachose. And again mudhara vaive vakandisiira basa so ndaisada kuti vadzoke vachinzwa anything bad about me. Pfungwa dzangu dzaiita kupishana nenyaya yekuti ndodii kana iri nhumbu imwe pfungwa yaiti unoibvisa asi ndakabva ndafunga kuti ko kana ariye ega mwana wandakapihwa namwari nhai zvinozodii? Ko kana mwana wevanhu akafa during the process? And again kubvisa nhumbu ndinenge ndatouraya kaa", ndakafunga zvese izvi dzamara ndaona zvakanaka kuti kana iri nhumbu ndongomuchengeta nemwana wangu secretly pasina anenge achiziva zviri kuitika. Ndanyatsoona iri good idea iyoyo than kuita hutsinye. Ndakafunga izvozvo ndave kunze kwegate ndichibva ndazopinda hangu ndikawana door repacottage rakakiiwa ndakazama kuvhura asi harina kuita zvekuti ndakabva ndatopusa chaiko. Ndakaknocker asi hapana akadaira zvachose. Ko Maidei akatanga rinhi kukiya door? Worse achiziva kuti ndirikudzoka kudai. Ndakabva ndafunga kuti asi aenda kumain house kani? Ndakafunga kudaro ndiri pakati pekufunga ndakabva ndaona Aunt Sophie vachibva kuseri kwemba vakabva vati "yohwe mukoma nemunin'ina muri paQue yekupinda mucottage?" Vakadaro vachiseka ndichibva ndavhunduka ndokuti "matii?" Ndakabvunza vachibva vati "kupa ndamuona achipinda naMaidei imomo handifunge kana atobuda nekuti havana nguva vapinda vakabatana maoko," vakadaro hana yangu ikarova chingave chokwadi here chavari kutaura? Kupa my brother? Ndakazvibvunza ndega ivo vachibva vafamba kuuya pandaive ndiri ndokuti "musikana anonzi Maidei haana kupusa sekufunga kwenyu she is using the two of you kuti awane zvaari kuda kubva kwamuri that girl is not an ordinary person as you think akatouya pano for a mission, so don't get attached to her", vakadaro ndokufamba vachipinda mumba ini sarei ndakati tuzu kunge mudziyo ndichizama kufunga kana vaive vataura chokwadi. Ndakati kana handisi kuzonopinda mumba ndisina kubata chokwadi chezvataurwa izvi kwave kubva ndagara pamusuwo paye ndakagara kusvika ndaneta chaiko apa chando chaive chakundibata asi ndakati handisi kuzobvapo hangu. Ndakafunga zano ndokutenderera kuseri sezvo bedroom rake raive newindow kuseri. Ndakasvika paye ndokunzwa muchiitwa noise yakandivhundutsa mhere yebonde yaibuda imomo yakaita ndinzwe makumbo ese kupera simba kubva zuva randarara naye Maidei haana kubvira akachemerera zvekusvika apa. Ndakamboda kungobvapo asi ndakati kana ndokusheedzera "Kudzie?" Ndakasheedzera ndokubva ndanzi "iwe pfutseki mhani ibvapo why are you disturbing us?"
Moziva kana kuti ndidaire ndakatadza zvachose pahuro pangu pakaita sekunge pane chinhu chaive chakandigara. Ndakabva kuye ndichinanaira uku zvinhu zvandaive ndatenga ndakanoisa mumota kwave kuimutsa ndakananga out kana nekwandaienda handizivi zvachose. Girls are the same chokwadi Maidei ndaifunga kuti ari different nekumuona akazara izvo kwaani kwaitove kushaya anomutanga hako. Ndakadriver mota ndakananga kubasa kwangu kwave kuzogara mucar park ndichichema chaiko kunge ndaive ndafirwa. I felt betrayed kunzwa sekunge ndaive ndatorerwa zvese zvangu mufunge kurwadza kwazvo worse it was Kupa my brother, my one and only brother ndiye aive agona kundirwadzisa zvakadaro. Ndakanyatsoona kuti ndaive ndakapusa ndini kubvuma kupusiswa nethis cheap village whore apa uone ndanga ndisisina nguva nemusikana wangu ndichiti ndawana something better uku hapana zviripo zvachose. She is worse than the devil.
Ndakabva paye ndokuenda kunorara kumba kwemusikana wangu asi ndakatadza kana kuita chinhu zvachose pfungwa dzichitenderera zvekuti kana naiye akazviona kuti pane zvainetsa akaramba achindibvunza dzamara ndangomunyepera kuti inyaya dzekubasa dzaindinetsa. Ndakanyepa ndichidaro achibva azosiyana neni. Kuseni ndakamukira kubuda sezvo vabereki vake vaive varipo ndokubva ndananga kumba uko ndakasvikirana nedoor repacottage richivhurwa ndakaburuka mumota yangu ndichida kuona aibuda kwave kuona kupa achibudamo achitozwamura hake maoko pamwe nekushama n'ai. Ndakafambisa kuenda kwaaive ari ndokumubata collar zvine simba ndikati "what is the meaning of this?" Ndakabvunza ndatotsamwa achibva atoshamisika ndokuti "Aah ko ndimo mandazorara nhai? Akadaro ndichibva ndati "sei wainyepera kunge wakavenga Maidei? Waida kundinzwa here?" Ndakadaro achibva ati "I truly hate that girl bro izvo I can't lie please help me kufamba musoro wangu uri kutema", akadaro Kupa ndikamusaidzira achinowa pasi zvekuti akakanuka avepo. "From today am no longer your brother", ndakadaro ndokufamba ndichinopinda mumba ndaive ndazvionera pamhuno sefodya kubata munhu red handed ,so kuchemedza kwaaita Maidei madeko kureva anogona bonde chaizvo kupfuura inini kaa? Kureva inini handina kana pandaisvika kaa, kukiya door kwaaive akaita Maidei kwaive kuavoider inini handiti? Ndakanzwa musoro uchiita kunge uchatsemuka pandakapinda mumba kwave kuzozvishingisa kugara pasofa Mhamha vachibva vapinda ndofunga kwaitovewo kumuka sezvo aive mangwanani ngwanani
"Kwakanaka here nhasi kwawamukira kudai?" Vakabvunza ndichibva ndatadza kana kuvadaira zvandainzwa zvacho ma1. panguva iyi zvaive zvakaoma ndaisada kana kutaura nemunhu zvachose nekuti ndaitoona sekunge everyone around me is my enemy. Vakangoti eeh ndokubva vaenda havo kukitchen pasina nguva akapinda Maidei uyo akapinda nekusekerera achindiona zvake ndokubva ati "ko nezuro wakandinyepera wani kuti urikudzoka?" She asked mubvunzo wakaita ndinzwe hasha. So it's true nhai kuti she is trying to play smart games with us. Ndakamutarisa ndikaona face yake ichi looker innocent like always ndakabva ndanyatsoona kuti ndaitamba nenyoka ndakavarairwa. Akafamba kuuya pedyo neni ndokuti "ndikuda zviye zviye zvawakambondiita", akadaro achibata patrouse rangu ndikamupa mbama yekuti akanowira uko ini ndikasara ruoko rwuchirwadza. Ndakasimuka ndokuti "handina kupusa kunge iwewe wanzwa do you think you can use me and my brother same time huh?" I asked her achibva aramba akanyarara uku achichema. Ndakaenda paari ndokuti "I hate you more that I hate the devil himself you are just like his daughter, munhu anoda kutamba nemoyo yevanhu", ndakadaro ndaita kushatirwa chaiko ndichibva ndamukava kwave kubva ndaenda kuroom kwangu kunochinja ndokubva ndatobuda kuenda kubasa....
Gara wabata nzvimbo yako kusub book risati rakwira mutengo
Ecocash $1us or 80zig
Innbucks $1us
Scratchcard $1us buddie
S.A inbox
0786677765
L Mtandwa
Kana waita payment inbox me neproof of payment ndokuisa kuSub group redu reThe forbidden Fruit.
Notice🌹#1 musaise Airtime yemufone ndiri kutora mascrathcards chete
Notice🌹mafree chapter kana apera book redu rinenge rakwira price rave kuita $2so Gara wapinda papromotion nekukasira.
🙏
❤️
👍
😂
8