Amai Mimie🇿🇼 (K.Khums)🇿🇼
June 16, 2025 at 05:54 AM
SWEET SURRENDER
WRITTEN BY AUTHORESS LINE
*Disclaimer:*
This story is a product of the author’s imagination. All characters, names, places, and events are fictional. Any resemblance to real persons, living or dead, or actual events is purely coincidental.
*_React_*
Read share comment
Chapter 10
*Thelma*
Ndakadzoka leeroy angori tsiki tsiki ne phone
Hameno aiitei
Ndakangotora mop kwave kutanga ku mopper zvangu Mumba , after that
Ndakanotarisa poto yangu
Yanga isati yaibva saka
Ndatogara zvangu mukitchen imomo
Ndakutobatwa nehope lee ndipo paakabva apinda
Him: ko nhai babe ukurara ndiripo why apa ukurara munomu here
Me: eish ndangobatwa nehope, ooooh l thought you were busy
Him: no l wasn't busy for you
Handei unorara kudinning ndinenge ndichida kuona face Yako
Me : alright
Him: yes poto Yako ichiri kure iyi huya umbozorore
Ndakasimuka kwave kutungamidzana kuenda kudinning, ndakasvika ndichirara pasofa , ndanga ndaneta ini
Him: babe ndiuyewo here ikoko uwane pillow
I just nodded
Ndaisada zvekunetswa ini
Because leeroy doesn't take no for an answer
Akauya akagara akaisa
Musoro wangu pamakumbo
Akamboita time akadaro kupedzesera akubata Bata mikaka iyi
Akaisa musoro wangu pa cushion, achibva atanga kupuruzira mazamo
Uku he was busy kissing me huro yese iyi, rumwe ruoko rwakaiswa down there zvekuti ndega ndakaita kakusimudza chiuno
Haana kumira zvekuti ndakazopedzesera ndakuti
Me: ro...... ...y
Him: yes babe
Me: ple.......ease
Him: ukuda chii babe
Handina kukwanisa kupindura ipapo
Ndakangotora ndega kwave kunatso kuzviisa ndakatanga kukurunga chiuno zvekuti aiita ku gwinha gwinha , zvanga zvasangana be thanks ye phone plus hembe Saka ndakanatso kumira Mira
Zvese zvandainzwa zvichitaurwa ndakazviita musi uyu
Takaita three good rounds
Him: babe unonaka Kani
Wanga uchida kundiuraya nekunakirwa here
Ndakanyara ini ndave kufunga kamuchemere kandanga ndichiita
Him: ukunyarei babe
Handina kupindura ndanga ndakutokotsira
Him: rara hako , l will take care of everything
Me : thank you
Him: taitira pasofa
Ndakavhara maziso ndichibva ndati
Me : aaaah it's your fault
Him: it's yours babe
Unonaka Kani, anyways don't worry muno Mumba medu Saka toitira patinoda
Hope dzanga dzave kundikurira manje
Ndakabva ndatovhara maziso, *nekutobatwa nehope
*Leroy*
Thelma ndakamutengera tuma dress twekuti kaa
Ini l enjoy zvangu
Kuona mukadzi wangu akapfeka zvinhu zvakadaro
Ndofarira kugara ndichiona ma assets, ndakatogara ndataura kuti hazvipfekwe ndisipo, phone akaifarira zvekuti kana ini moyo wangu
Wakafarawo thanks yacho
Ndiyo yakazondinakira to the fullest
Ndaishaiwa kuti ndomuitireiko mwana uyu because magetsi, aichemerera zvekuti ndainzwa kuti ndiri baba Pano
Ladies it matters kuchemerera during love making, izvozvo zvega shows kuti you are enjoying ende zvinopa baba Simba
Ukasadaro akasangana be girlfriend inodeedzera mhofu Kani, mhofu itisai muri kundinakira dad
Haadzoke because ikoko ndiko kwaanenge achipihwa manyemwe, kana wasvika patime iya zvinoda kumbobvisa pfungwa dzese
Zvinoda nyama nemweya zviri pamwechete, ende inguva yakakosha because ndipo pamunenge muchigadzira bond nemurume wako
I couldn't stop smiling ndakatarisa elma wangu
Anga aita kundivhurira gumbo, akati daddie idyai ndezvenyu zvese izvi
Apa anga arara zvake
Uku ka dress kakaita kukwira mudenga zvekuti
Ndaiona zvinhu zvangu zvese, ndaitorwadziwa
Nekuti ndiri kudzokera kuHarare mangwana
Ndaitodiwa Kuma hustles angu, ndaitofunga kuti ndave kukaoneka kachatii
Anyways ndakanopedzisa kubika mukitchen
Handi ndanga ndararisa munhu aibika wacho here
Zvekubika ndaisazvida but rudo Kani, ndakanobika zvakanaka zvangu
Ndakazomutsa elma ndave kutadza kumona sadza
Akauya akamona zvake zvichibva zvaita
Akapakura tikadya zvedu
Me: mangwana tikudzokera kubasa
Akatarisa pasi zvekuti ndakaziva kuti mashoko aya haana kugamuchirika
Ndakaswebera padhuze kwave kuona kamunhu kave kuchema
Me: babe chiii
Handina kupindurwa instead akatowedzera kuchema kwacho, ndakagarisa pamakumbo kwave kuisa musoro wake pachest kumuita kacheche
Ndakamunyararidza
.
Me: chii babe
Her: handisi kuda kuti muende
Shame neni ndaisatodawo but situation manje
Me: neni handisi kutodawo kuenda mamoe but situation manje
Akagutsirira musoro but she wasn't ok
Phone yake yaka ringer
Obvious vanga vari mom vake sezvo anga asina ma contacts akawanda
Her: hello
Voice:.................
"Isa pa loud " l whispered
She did
Her: makadii mama kuri sei ikoko
Voice: mushe theu , ndakanzwa kuti wakabva pamba pa sekuru uripi
Her: kubasa mama
Voice: asi vakuru vanoti natsa kwawabva mwanangu
Mbuya vako vakaphoner vachichema kuti wavatuka
Uchibva waenda handina kufara nazvo
Her: ini here mama handina munhu wandakatuka ini
Asi vanopenga here mangwana ndinonovapa phone vokuudzai zvakaitika
Voice: aaaa ndizvo zvavakandiidaa ndanga ndakatobatika ipapa , Saka kubasa kuri right here mwanangu
Her: kuri right mama , mangwana ndokuisirai something pa bus , riri kufamba here business
Voice: riri kufamba zvisingaite mwanangu, handishore zvangu mangwana ndoda kutonohodha staff yangu yave Shoma
Me: zvakanakai mama ndichatumira zvinwe zvemushop pa bus
Voice: olk mwanangu ubve waisa nema prices aunenge watenga zvinhu zvacho kuitira pakuisa ma price ekutengesa
Her: olk mama
Voice: waitabasa mwanangu . aaaa ndanga ndatokanganwa ko zvanzi wakaramba chikoro unechokwadi nazvo iwe
Her: aaaa mama ndinoenda hangu pamberi apo.chikoro chacho hai ndakachikonewa ini
Voice: zva Thelma ,ehoi mupase kana maenda vamamoyo, koiyo phone waiwanepiko
Her: ndeyangu mama munondiphonera panumber idzodzi
Voice: kata tinotaura ndoda kuvhara shop
Akabva akata zvake
Airatidza kufara nekutaura naamai vake
Her: asi gogo vanopenga inga ndakatokumbira sorry Wani paye
Me: nhai nhai , imhosva here kudya huku dzemurume wako
Akasekerera
Her: but wakandirova zvinorwadza
Me: but hauchatozviite , shamhu ndizvo babe
Her: aiwa no ngazvigare handichadi kurohwa ini AAA
Me: nei
Her: ndakura ini
Ndakaseka zvangu
Me: wakura here iwewe
Akabva afutisa matama
Me: wakura Kani babe, usaite zvinorovesa chete
Because this time ndinokurova neshamhu iyi
Wotanga kuchemerera uchibuditsa misodzi ye white
I was pointing my manhood
Akatarisa pasi
Her: AAA ndakunyara
Me: uchajaira hako babe
.
Her: aaaah handi. Makuenda here
Me: ndiri kudzoka iwe, olk mangwana ndichasiya ndatora huku3 , wodzigadzira, meaning kuti ndisipo hauna need ye kubuda muriwo unenge uinayo, beef ne fish zvirimo mu refrigerator, haubvumirwe kubuda Pano
I will be watching you.unogara Mumba mako cleaning plus kuona tv nekutambisa phone
Ukanzi wabuda unenge watoenda ku cottage
Airtime mune ye ten for ma calls then data ririmo , Facebook book unoenda but using my name
Her: olk thank you
Me: anything for you
Please don't accept make friends request on Facebook
Her: alright handimbodaro
Ukuuya riini
Me: handikuudze date l will just surprise you
Her: olk then but mukasike
Me: unenge uchidei babe
Hakana kupindura ndakabva ndatora ruoko kwave kukabatisa
Me: ichi here babe
Hakana kupindura kakatanga kupuruzira slowly with her soft hands
Takatakurana kuenda ku bedroom, ndakanatso kumupa zvekuti akaita kuguta, tapedza akanogeza zvake ,achidzoka ndakamupamha. futi
Hanti ndaienda mangwana acho here Saka ndainatso kuda kufamba ndakaguta
Iye anga atodyaira zvekuti chiunu chaiita kutambiswa zvekuti kaa , l loved everything about her , she is unique, smart , sweet
Just everything kani
Husiku hatina kumborara zvisvinu , ndichingoti pandapepuka ndombobata munhu wangu
Makuseni acho akamuka akaneta Kani , angatadze here
Akaita basa rake nekupawo dad zvinhu zvavo
Ini ndakapfeka zvandaive ndatengerwa na madam
Ndaiita kufara Kani that was my first time kutorerwa zvinhu nemusikana, apa ane choice wifey wangu ndanga ndakaita kuchena
Kuzoti iye,
Takabuda zvedu kupinda mugweru CBD
Anotenga zvinhu zvamama
Zvechando akatenga two two, ma fleece two ma gloves two pairs zvese zvaakatora ipapo
Apedza takanoisa zvinhu zvamama pa bus
Her': oyi plastic iri munopawo mama
Me:: really babe you mean it
Her : yes ndezva mom
Imiwe ndakafara zvisingaite
Hakuna munhu asingakoshese Mai vake
Ndakabva ndawedzera kumuda
End of chapter 10
Not edited

❤️
👍
💃
7