Amai Mimie🇿🇼 (K.Khums)🇿🇼
June 18, 2025 at 04:55 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaKB6DoBlHpg3IgEvz1j
Pinda muchannel haikona kusara Kwamai Mimie kune tsvigiri
https://chat.whatsapp.com/B63pmoaplyADgs2yvH4jkK
NOT MY CHOICE.
A collaboration written by:
Amai Mimie(K.Khums)
0782 818 892
0716 622 299
L. MUNJERI (MAI TAMIA)
0786 677 765
0716 600 241
Chapter 3
Happiness
Nguva yandaive ndakatarisana nayo inguva inorwadza muhupenyu. Imba yesey yaive yatondisairira chokwadi kuti ndiende kunoroorwa. Now panga pasisina yekutamba zvese zvanga zvatarisana neni. Ndanga ndatove muroora wevanhu sekutamba sekuseka.Vanhu vaiita nyaya vachiseka zvavo pamwe nekuwanzirana naJosh ini ndaingopukuta misodzi chinyararire. Tete vaive pedyo neni vaimboedza kundiguma zviye zvekuda kundisimbisa asi zvairamba.Moyo wangu waitoita kurwadza chaiko.
Chikafu chakauya asi ini ndakatadza kana kuumedza musuwa mumwe chete zvawo nekuda kweshungu. Vision yamai nababa vangu vachisekerera yairamba ichingodzoka mumaziso angu.Ndichitofunga kuti saka vatosara vaine mufaro zvechokwadi kuti ndaenda kumurume kwandanga ndisingade here veduwe?
Zvinoitwa zvakaitwa kusvika nguva yekurara yakwana. Takanopihwa imba yekurara nanatete mangwana acho ndipo painzi ndaizoendeswa mumba maJosh.
"Asi mainini Happy mune mamhepo chete imi, chokwadi mamboona zvakaita pamba pano here?, Magara munonzi muhupfu asikana kuita kugarika chaiko", vakadaro tete vakuru.
"Chokwadi you have to accept it Happy ndizvo zvatovepo mwana wehanzvadzi kunaka kwazvo ndanzwa murume wako achiti kuno uchangogara zvemazuva mashoma chete moenda mese Harare.Dai wakarasirirwa kunhamo taiti zvimwe, asi apa tarira wawira muhupfu nemusoro", vakadaira tete vadiki."Anopenga uyu anoda kapombi yadonha kake kaanga aita nako mbiri mazuva mashoma aaziva Harare iwaya", vakadaro tete vakuru vachibva vaseka havo.
Vakaramba vachitaura nyaya dzavo handina kana kudaira. Vaneta ndipo pavakatanga kuverenga mari yavaive vapihwa.
"Happy ! Happy iwe tarisa kuno uone mari yedu yasvika $489 US dollars mhamha ndiko kunzi kutambirwa mumusha kauku, apa hatisati tatsvaira chivanze pamwe nekupa vanhu mvura pano tobva nethousand chaiyo, aiwa ini ndafara ini ita soo ndikuratidze kuti baba vanotambirwa sei?", Vakadaro tete vakuru ndakanyatsoona ndega kuti mumusoro mavo maive makazara mari chete nothing more.
"Imbomirai izvozvo kani nhai? Haana kana chaari kunzwa uyu kubva marimwe zuro tichidzidzisa makamboona achiteedzera here kuratidza kuti arikuzvida","Zvino hameno hako murume ane mari kudai anoda kukurungirwa chaiko zvekuti kana kunze akaona vamwe anofunga iwe chete, ndichauya zvangu kumba kwako masvondo anotevera aya pamwe unenge wajaira".
Nyaya dzavaitaura dzaitondimara ini, mupfungwa mangu ndaingofunga kuti ndoita sei kuti ndizvibatsire, asi kufunga kwekuenda kwacho ndiko kwandaive ndisina.Kuberekwa imhosva panyika chokwadi ndaisaziva untill ndazoiripira mhosva yacho.Nyangwe zvedu taive tapihwa pekurara pamutefe tefe hope dzakaramba kuuya ndichingofunga chete.Dzakazondiba machongwe ekutanga okukuridza apo ndichingoti rarei ndinzwe ndatomutswa.
"Handei titsvaire mainini vanhu vanofanira kumuka tapedza tobva tatotanga kuisa mvura."
Handina zvandakakwanisa kuita kunze kwekumuka ndichiteerera kune zvese zvavaaiti tiite.Zuva iri hana yangu yairova kugadzikana chaiko ndaiva ndisina.Kunopinda muroom imwe chete naJosh kwaindivhundutsa kwazvo.Sezvineiwo zuva racho rakakasira kunyura kuita serai mhanyiswa nemunhu.
Ndakaperekedzwa nanatete pamwe nevamwe hama dzaJosh kusvika pamusiwo chaipo.Apa iye Josh wacho ndanga ndapedzisira kumuona dzave nguva mheno kwaaive aenda hake.
"Ndiyo imba yenyu iyi handiti usabvise hembe kana asina kubvisa mari inotenga", vakandizevezera munzeve tete.
Ndakavhurirwa door nemuzukuru ndichibva ndapinda door ndokuvharwa ndakanyatsonzwa kuti munhu ari panze akiya door.
I looked around the room. It was nice.The ceiling was white, ma wallswhite, then matiles pasi white. Imba yese yaive yakachena zvichiwedzerwa nechiedza chemagetsi, pabed paive ne white linen. Apa ari ano mazibed ndofunga ndiwo maQueen or king size mheno, ko isu tozvizivirepi hedu.Ndichiri ndakayeverwa kudaro ndakanzwa munhu akagadzirisa pahuro.Ndakatarisa direction yaive yabva munhu ndokuona ari Josh akamonera towel achizvipukuta meaning aibva kunogeza hake.
"Do you like the room?" He asked and I just nodded my head. Akafamba ndokuuya kuzomira kumashure kwangu. He came closer zvekuti ndaive ndonzwa kufema kwake.Hana iye yakachizorova worse."Relax babe handirumi ini?" Akadaro nevoice remunhu aida kuseka hake.Chokwadi kutowana mufaro ini ndiri pakuchema. Ndaive ndakatomuvenga kusvika pekupedzisira chaipo, munhu ungati oda munhu orega kutaura naye otaura nababa vake ndiko kudiwa kwacho here kana kuti kupusa.
Ndakafamba zvishoma kubva paaive achibva atevera.
"Handei ndinokugezesa babe, today is our day," akadaro ndikaita sendichamusvipira kumeso ikoko.Ndichiri kufunga zvekuita ndakazonzwa ndatakurwa kuiswa pabed and the next thing kwaive kundibvisa hembe. Ndakamutarisa ndikaona towel raaive akamonera richidonha pasi chaipo. His face was no longer smiling ndikabva ndaziva kuti paive pashata.
"Pliz am not ready for this give me sometime", i said this trying to push him away from me.
"Relax babe ,I won't hurt you vanhu vese vari panze are waiting for this so handina choice shaa", akadaro achifambisa maoko ake kunobata mazamu angu ayo aive akamira kuti twi.Ndakayuwira nemarwadzo asi haana kuzviona.Simba rekumurwisa ndakatorishaya chaiko misodzi chete ndiyo yakangoyerera."Babe I know zvorwadza first time ,but pliz try to cooperate ndokutoti usanyanye kunzwa pain," he whispered right into my ear apa nguva iyoyo achipatsanura makumbo angu .
"Pliz wait", ndakadaro nezwi risina kana simba ndaiti munhu achandinzwawo asi hazvina kuita sekudaro.Ndakazo screemer when he pushed his manhood in, vanhu vaive panze vakabva vaita noise vamwe vachiridza mupururu. Kana iye ndakaona kuti akavhunduka pakaitwa noise nekuti akabva amira akadaro.
"I'm sorry but, zvorwadza nhasi chete ,by tomorrow unenge wajaira".
Chokwadi varume havana kana tsitsi munhu kuti sorry oti achakusiya izvo noo.
Akaita zvaanoda neni ndichichema chete dzamara apedza. Ndakazama kumuka pandaive ndakarara ndikatadza. Makumbo ese aidedera. Muviri wangu ndainzwa kupera simba chaiko.Apa iye nyakundikuvadza aive akarara akatarisa ceiling sezvinonzi ane zvaaiverenga mudenga imomo.
"I hate you,and I will never forgive you", ndakadaro neshungu dzaive dzandikunda panoti Happiness paive paenda nevanogona, and nekukura kwaaive akaita kaa zvaitonetsa kubvuma kuti ndiye aive akwana mandiri.Zuva iri ndakatuka pamwe nekuvenga vabereki vangu nekundipinza panguva yakaoma kudai.Nguva yekunge ndiri kuchikoro ndave mukadzi wemunhu, kuipa kwazvo munhu wandisingadi futi, dai ndakaziva hangu ndakangotizira hangu kuna Grey wangu nyangwe aive achiri pachikoro hazvina basa taingokura tiri tese.Now humhandara huye hwaenda nezibaba riri paside pangu. Ndakamutuka akaramba akanyarara ndipo pandakaita simba rekumuka ipapo ndakamuka ndokumuruma padama chaipo akarivara.Ndakanyatso maker sure kuti ndamusiya ane chironda ambonzwawo marwadzo andainzwa."Unopenga here iwe?" Akabvunza achibata dama rake ruoko rwuchisara rwuineropa.
"Tarisa wandikuvadza chiiko newe?"
Akaenderera mberi ini ndokuramba ndiri zii zvangu.Ndakazonzwa oti,"Unoshamisira neiko nhaiwe chaungatondirumira iwe wanga uri fake virgin."
"What!"
"Unoshamisireiko iwe, zvinhu zvingori pachena izvi.Kana uchiti ndinonyepa ropa racho riripi chitoita hako plan nokuti wandivhiringa mafungiro.Pawandiruma ndanga ndichitofunga kuti towanepi ropa rekuisa pamucheka muchena uyo.Varidzi varikutouya kuzotora jira ravo asi rofanirwa kunge riine ropa kuratidza kuti ndakuwana wakakwana.Kushaikwa kwaro ropa iroro uchaziva zvekuudza vana tete vako kuti humhandara hwakaendepi?"
Ndakabva ndawedzera kupusa chaiko.Zvese izvi zvaiva zvitsva kwandiri ndaisaziva kuti ndichapindana nedzakadai idzi.
End of chapter 3
More comments more 🔥
❤️
👍
🙏
😢
😂
❤
😮
😭
🔥
🥰
148