Harare Mirror News And Talkshow
May 21, 2025 at 05:58 AM
Ndiri mukadzi ane makore 30 ndine mwanawangu ane10 years nababa vemwana takasiyana and ndine boyfriend naivowo vane girlfriend nyaya yangu ingoti mwana wedu anechirwere chirikuda bone marrow but bone marrow yababa nemwana haina kumatcher so tanzi nadoc tofanira kuita umwe mwana kuti uyu mwana arikurwara ararame we were told kuti asara ne3 years dzekurarama so my question is ndorara here nababa vemwana kuti mwana apone, ko vatinofambidzana navo vanozoti kudiiwo
Please musatuka I need your advice
😂
👍
😮
😢
❤️
🙏
❤
🤰
🍆
💔
106