Harare Mirror News And Talkshow
June 6, 2025 at 06:39 PM
Hie ladies muri seyi ,vakaroorwawo nevarume marombe vasingafunge apa ane hutsinye,murume anoda kugara kunodhura kwekuti rent more than 11k rands a month ,fees yemwana more than 5k rands per month apa vana i2 vanoshaya kana hembe mari ichiperera kurent fees yacho haasi kugona kana kuibhadhara ,unoona zimunhu richifara kt ndapa landlord rent yakawanda kudaro ,4 yrs no kuenda kumusha apa kt ndiende kubasa umwe mwana mudiki haaende kucreche,even ndikashanda handimbokwanise kubhadhara fees yavo vese ,apa kuti ndivaendese kumusha rinoti handidi vana vangu vaende kuzimbabwe , kuti nditangewo business yestart yacho panenge pasina coz ari kushandira rent chete mujoni apa kumusha stand iriko haridi kuti tinogara kuzimbabwe ,,,,haa ndaita kumuvenga hangu murume uyu coz pfungwa dzake hadzikakate ..akamboita mari kwazvo but haa magirlfriends yaiva sarura ude but kt akupewo yekuti uite business haa zvinomuremera apa rinoda shamwari zvekurevesa kunge zipwere,
😂
😢
🙏
⚡
😮
👍
💔
😭
🩲
🪭
32