Harare Mirror News And Talkshow
June 14, 2025 at 07:37 AM
Murisei ladies pane akambonyora achitaura nezvababa vanosura, neniwo ndiyo problem irikwangu,hatirambi munhu anosura bt izvi zvanyanya apa munhuwiro wacho hauite, chii chavangadye chinobetsera coz Ayi zvakubhowa
😂
🫚
⚡
💥
😢
🤣
25