Harare Mirror News And Talkshow
June 17, 2025 at 03:11 PM
Ladies ndichiri musikana ndaidanana namarried man zvese ndaiitirwa ma out kurukwa hembe fon ndaitengerwa irikurira ipapo one thing i have noticed pama married man when it comes to something chine chekuita ne future yako haiite anongoda zvanoziva kt zvinopera kwete kuti kuvhurirwa business kudii haaa kashoma vazhinji vanenge vashandisa mushonga. Back to my story ndiri murudo married vaya zvikanzi am going out nebasa ndokuona ndadzoka inin bho apa vainyepa vakange vabatwa kumba so pamba paitengeswa huku ndinzwe knock ku gate ndatoyenda paya kuvhura gate zvikanzi tirikuda huku ndikati rega ndinyatsobuda nditaure ne customer amai ndakadhonzerwa ku road vamwe vakadzi vachibva vaburuka muka honda fit 3 vakadzi ndakarohwa ndikadzurwa ma braids baba vangu pavakazosara vobuda nembwa ndanga ndazhakwa vakadzi vaiva vekumbare ivavo chete....vakadzi ava havana zvakawanda zvavakataura vakango daidzira kuti usiyane nevarume vevanhu ndakabva ndaziva pasina ma days married vaya kwakufona zvikanzi naye ndakazoyenda kuchurch ne friend yangu tikaparidzirwa kt tisiyane nechihure so ndatendeuka handichaite izvozvo kkkkk unoseka nhamo serugare. ...nanhasi ndine vanga kumeso ndakano reporter ku police zvikashaya basa ndikarapiswa nevabereki...kubva ipapo ndakadzidza ndakano danana nrmukomana wandakasiyana naye ne gore vanova ndivo baba vevana vangu vaviri am married happily handizive kuhurirwa nemurume 8yrs mu marriage ndakanamata kuna Mwari kuti izvi hazviitwe izvi Ndakazonzwa kuti mukadzi wa married akange amwa mushonga atori muchipatara hama dzemukadzi ndidzo dzakatumira vanhu ava kuzondirova...
😂 😢 👍 🙏 💃 😮 🏃 🧎‍♂ 49

Comments