Harare Mirror News And Talkshow
June 19, 2025 at 03:43 PM
Makadii madzimai...ndirikuona nyaya dzevanhu dzakasiyana siyana muno varume hatina zera navo..
Yangu yakamira yakadai...murume wangu akabuda mumba around 2pm ndakatomuperekedza kubus stop then around 7pm ndakaona akutaura paapp neumwe msakana wataimboshanda naye akasenda message zvikanzi wadii akati ndirikuda munhu zvikanzi nemskana uye munhu akaita sei, zvikanzi nyama mskana akati nyama ndiyo yakaita sei zvikanzi iwewe ndiwe unoziva munhu akangwara zvikanzi ukupedza basa nguvai tiuye kubasa kwako mskana akati 3am...iye akati hapana zvingabude here before 9pm zvikanzi nemskana mukuda kumhanyirepi zvikanzi kunoona bhora mskana uye ndipo paakati haaa nhasi varipabasa vakadhakwa zvikanzi okay saka tozozviita rimwe zuva....saka inini ndakatoziva kuti matsvagiro emunhu akadai baba ava havasi kuzongouya kumba zvakadaro and I thought kutaura kuti before 9 kwaivo kuda kukasika kuuya kumba izvo ndaitozvinyeperawo hangu...veduwee varume vakaoma ndakaitirwa chisionekwi mufunge...so after that ndakatanga kufona ndichida kunzwa kuti munhu akuuya here 4ne yanga isisadairwe kusvika mangwana makseni and around 12 midnight yakazenge yadzimwa zvino....saka ndakatanga kufonera friend yaanga aenda nayo out kusvika adzimawo yake then mangwana makseni around to 8 ndobva ndafona friend kwakudaira ndakati ndipei nditaure neumwe wenyu ndakati ko ndokuita sei kwamunoita zvikanzi tirikuuya...saka mukuramba ndichafona nehasha ndakazofona saka ndakangonzwa zvanzi yakata ndobva vanhu vatanga kutaura mafambiro avakaita hamadzangu munoziva ndakapotsa ndafa kutanga kudedera...zvakanzi nefriend iye saka makazoita sei paye zvikanzi nemurume wangu haaa paye pawakabuda ndanga ndatorova 2 rounds zvikanzi neshamwari iya haaaa usanditaurire zvikanzi ehe ndakarova 3 rounds dzakasimba,hanzi pekutanga ndakarova 2 rounds bvatarara hanzi bvandamuka pakati Kati bvandorova 1 round masinhi bvaapera (condoms) hanzi babie akati ndirikubaka hanzi ndakati rega timapamwe bvandabuda panze kuna guard kunotsvaga part2
😢
😂
⚡
👍
😮
🙆♀️
🚮
11