Harare Mirror News And Talkshow
June 19, 2025 at 03:49 PM
Ladies muri sei henyu ndauya ndaka hide bcz mune vanhu vekuziva vakawandisa. 4 months in marriage upenyu hwaoma zvekusvika pakushaya kaana futa rekuzora zvakatanga tave ne 3 weeks hubby kubasa ave kungoenda apo neapo pedzisire mabasa hachatobude zvachose kutoita zvkt awana pice job owana 250r totengawo zvokwana , vakambosangana nazvo makakundawo sei veduwe kobatsirwa ndakaenda last Sunday iyo ndakanzi nditenge zvinhu zvodiwa zvaxho zvoda mari yacho hndn kn cent kunamata ndonamata madzimai ndapererwa hnz mweya usingade chakanaka haude kt muroorwe apa second marriage yekutanga yakaparara nekuda kwekushaya mbereko uyu wandinaye akangoti pqzvichaitira Mwari ndivo vanopa mwana ndapererwa
😢
❤️
🙏
⚡
🤣
🧎♀️
13