Harare Mirror News And Talkshow
June 19, 2025 at 06:38 PM
Makadii henyu tete iam a man aged 25 and single, just wanted to encourage vakadzi vane varume vane ma small or girlfriend kuti musasiye dzimba nezvinhu zvisina basa or muchiswera furirwa nekuti marriage hachisi chinhu chinoda moyo mutete .Chekutanga after murume aenda kunoita girlfriend chimbozvibvunza pauri kukanganisa then ogadzirisa nekuti mostly what i noticed mkadzi kna achinge arorwa anochinja hunhu waimboita musati marorana ska ipapo manje varume ndipo panovaita kuti vazoenda kunotsvaga vanogeza uye vane respect yekumudedza kuti Shewe !!.Vakadzi mukaramba muine mentality yekuti murume akaita girlfriend watosiya musha muno mu zimbabwe tichapedzisira tangova nema single mothers bcoz varume hatizi kuzomira kutsvaga zvatinenge tada at the first time,tikaona mumba mkadzi ashanduka then we will search till we find .Imwe issue yechi 2 ndeyekuti mukadzi unogona kunge utori pakugona asi murume angori neka demon keruchiva ipapo motosimba nekunamata amai nhiya kusvika wenyu murume agonyera pamwe ..Ndatenda🙏
🙏 😂 ❤️ 👍 💩 🚮 🦮 38

Comments