Afrogazette News
Afrogazette News
June 19, 2025 at 02:45 PM
*📰Mudzimba with AfroGazette* *FOLLOW THIS CHANNEL✅* https://whatsapp.com/channel/0029VaCpFg0ICVfdASZ22l39 Veduwe sorry zvenyu kana nyaya yangu ikarebesa inni ndaishanda kumasvingo ndakadanana nemumwe mukomana kwe 1 year iye pakutaura kwake aingoti ddy vangu vari kumberengwa ASI handina kumboita basa nazvoo hangu chero kt tione pic revabereki ndandisina basa nazvoo munhu wekuti taitodanana ende sex taiita every weekend paanenge auya kumba kwangu ndingati taigarisana semurume nemukadzi then nyaya yakavapo ndeye nhumbu ndine nhumbu ndopandakati AAA hande kupi Kuma introduction kumba kwedu iye akati hapana chakaipa takaenda kumba ndichisvika pamba ddy vangu vaive vakagara panze vachibva vatoti AAA imi vana immika inga vanhuu vane ukama havashayani wauya nabhudhi vako aonanepi ndikatoshamisika then baba mukomana akatoti AAA baba ndauya ende vakafarirana then chero mukana wekutaura kt ndomunhu wangu ndakaushaya ddy nemukomana wangu vakabva vatobuda ava manheru ddy ndopavakataura kt aaa uyu mwana wangu zvino baba vari kt hazviiti kt muroorane ndokupa Mari wonoitwa abortion nekuti mese muri vana vangu apa mukomana Ari kt mimba yangu ndoida ndodiiwo ndikaita abortion kubata kwenhumbu hakuzinetsi hr kana ndawanikwa nemumwe murume
😢 😮 😂 👍 ❤️ 🚮 🙀 🙈 🤣 109

Comments