
Natural Remedies Official 🇿🇼✨️
June 14, 2025 at 04:17 PM
*Jeko Gono*
*Tsvaga mutamba monokwatura makwande woisa mumvura pota uchinwa mvura yacho pese paunoenda ku period*
> *Kuvaviva kuzasi😩*
*Inwa garlic 🧄, zvinobatsira zvikuru unocheka kutwuita tuma piece wonwa*
*kana wawerenga siya like woenda hako mwari wawe newe🙏❤🩹*

❤️
🙏
👍
😂
😢
😮
352