Natural Remedies Official 🇿🇼✨️
Natural Remedies Official 🇿🇼✨️
June 18, 2025 at 06:24 PM
_Vakadzi vanoda kugadzira nyika_ 🙂‍↔ Plain yoghurt 1 teaspoon cinnamon powder 2 teaspoon honey (uchi) Mosanganisa modya zvenyu daddy vachigeza Iyi inonzi sunga 1 sunga dozen 🤣 Hakuna kuchaendwa asi mukatangirwawo kuzviita nana Marwei maruza 🫵🙄🙄 _pano panonzi pano😆 kana waverenga siya reaction ndatenda 👏❤️_
Image from Natural Remedies Official 🇿🇼✨️: _Vakadzi vanoda kugadzira nyika_ 🙂‍↔    Plain yoghurt  1 teaspoon cin...
❤️ 🙏 😂 👍 😮 😢 340

Comments