Berlin's Writings
                                
                            
                            
                    
                                
                                
                                June 4, 2025 at 05:23 AM
                               
                            
                        
                            "Kana muchitoda kugara pano kungoita zvavareva"  
Asi ari kuda kumbozviita aniko iye Sinikiwe nhai, kuda kutonga pamba pasisi vevamwe. Chii chakadaro nhaimi😂😂 . Handichakumbira hangu mareactions kungoona mega kuti mungandiitirei muzuva ranhasi🤷🏾♀️
                        
                    
                    
                    
                        
                        
                                    
                                        
                                            ❤️
                                        
                                    
                                        
                                            😂
                                        
                                    
                                        
                                            🙏
                                        
                                    
                                        
                                            👍
                                        
                                    
                                        
                                            😮
                                        
                                    
                                        
                                            😢
                                        
                                    
                                    
                                        137