MAI TJ& CHLOE STORIES 🇿🇼Shona Novels🇿🇼🇿🇼
MAI TJ& CHLOE STORIES 🇿🇼Shona Novels🇿🇼🇿🇼
June 18, 2025 at 04:12 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaKIIo1JZg44E9EC810q. *GARA URI MUCHANNEL USASARE PAMUTAKUNANZVA* https://chat.whatsapp.com/JwQjuPX1PDxGQJ5bK2sWHh main grup redu iri *BOOK📚30* *SEED OF LUST* BY MAI TJ & CHLOE Chapter 5 Sendumah Ndakadhonza towel ravainge vakamonera ndokubva radonha pasi vachibva vasara vasina kupfeka.Izvi ndakazviitira kuti kana Dimarah arimo zvesure here sekuona kwangu nhasi ndoda kuti abude ndione kuti zvake zvivindi ndezveiko zvekuti anopinda mumba munorara mai vake asina kupfeka , uyezve zvivindi nemanenji api ekuti anoona kusapfeka kwamai vake and act asi if everything is okay.Ndakatanga kufamba ndichipinda imomo mumba ivo manje vachidzokera kumashure vachibata mazamu avo nepakati pemakumbo ava ndichibva ndaita a mockery laugh ndichibva ndati. ."pane chinoda kuvharwa here ipapa chinoshamisira hee? Handiti mabuda muroom.memwana wenyu musina kana kupfeka saka ini ndasiyanei na Dimarah handiti tose tiri vana here ?" Ndakaona vatarisa vasingatauri ndikati chiregai manje ndichikugadzikai size yenyu ndokubva ndati.. "Nhasi ndoda kukukwirai muno handiti zvechipfambi ndozvamunoda ka?" "Baba vako ndoda kuvaudza". "Kuti kudii? Kuti ndakuonai muchibuda mubedroom.maDimarah musina kupfeka here, kana kuti mapinza Dimarah muno akapfeka boxer which side of the story yamuri kuda kuvaudza " Ndakaona vaudyura maziso ndikaziva kuti zvavavhundutsa ndokubva ndatanga kufamba navo vachisvikowira pabed.Iniwo handina kuda kuvaitira speed ndaida kutamba navo zviri smart chandaida kuti Dimarah abude kana ndaona kuti arimo zvesure.Ndakatanga kufamba ndokubva ndaita kuvaisa pakati pangu pakarepo door repa bathroom ravo ndokubva ravhurwa ndokubva ndaita sekunge ndisiri kuona asi ndaive ndaona ari Dimarah achibudamo ndokubva ndadzikisa musoro wnagu zvekuda kuva kisser zviya ndokunzwa andibata nesimba pa shoulder apa ndokubva ndasimuka tichibva tatarisana ndokubva ati.. "Aah saka ndokuita kwako manje haunyare.unotadza kuva respecter samai vako hunhu rudziiko hwauri kuratidza Sendumah unoda kunzi une musoro unopisa kudarika vamwe vose here ?" "Kkkk ko iwewe urikuiteiko muno usina kupfeka is that humility and respect as well?" Ndakaona audyura maziso ndokubva ndati.. "Saka kurwara kwaita baba you have given yourself a certificate to be the father of this house. richitambira pakati pemakumbo avo zvekuti unotadza kuona kuti hauna kupfeka.what exactly is going on here.And let's hope its not what i am thinking right?." Ndakaona vose varatidza kushamisika ndokubva ndazviudza kuti Sendumah haisati yasvika nguva yekuda kuvafukurira hapwa ndaida kuvaita sechikwekwe by the time yavanobanganuka ndinenge ndatopedza navo.Ndakabva ndamubvisa ruoko.rwake rwainge rwuchiri rwakandibata ndokubva ndaisa angu maoko muhomwe ndokubva ndati.. "Ndikudawo mapaper emba nema cards eku bank ababa vangu.: Ndakadaro ndakarova serious Ndakaona vandikanukira ndokubva vamonera Duvet raive pabed pavo ndokuti.. "Wa-wati kudii?" "Ndati ndoda mapapers emba nema bank cards " "Unoda kuzvishandisa chii ?" "Just in case ndoda kuzotengesa nekuti as it stands now tese tirikuzviona kuti baba varimuchipatara company is at stark handiti makati mari yakabiwa ndizvo zvavarovesa be heart attack saka zviri pachena kuti vachada kurapwa ka nhai veduwe ini hangu handina mari , kotiwo imi na Dimarah pakati penyu hapana anoshanda saka mari yekuti tivarapise inobvepi kutotengesa imba ndokuzvipedza." Ndakaona vanditarisa ndikaziva kuti hazvina kuvabata fine and apa ndopandaida kutamba navo zvakasimba chaiko.Ndakabva ndati.." Handisi kugara ndofunga murikuona kuti husiku ndoda kugara ndakabata zvinhu izvozvo just in case pakawana chinoitika zvinotiwana takarongeka isu" "Hakuna imba iri kuzotengeswa Sendumah unopenga iwe" NdiDimarah manje akadaro ndokubva ndamutarisa kwava kuti.." ko iwewe unotaura wakamira saani pamba pano nekuti as far as l am concerned hausi mwana wapano.Uyezve nemamiriro aita zvinhu handichazivi kuti uri chii yepamba pano nekuti kupfeka chaiko hauna kupfeka uripamberi pemukadzi waunoti ndimai vako saka ndinofungeiko nhai wangu?" Ndakaona anditarisa asi kuti ataure manje akabva akundikana.Ndakafamba ndokubva ndasvikovhura dressing table ndokubva ndabvisa zvose zvaivemo asi handina kuwana ma bank cards iwayo nema title deeds ndokubva ndatarisa mai vake ndokubva ndati.. "Handisi kuda zvekushandisa chisimba " "Handiti wapinda mumba muno uchizviita gamba saka ita yawanga uchida kuita otherwise muno hamuna zvauri kutsvaga " Ndakavatarisa ndokubva ndanzwa hasha dzichindibata asi ndakazvidzora ndokubva ndavhura pose pandaifunga kuti angave asi handina chandakawana.Saka zvoreva izvo kuti iyi itsoro yagara yatotambwa kare pandiri kufunga kuti l am ahead of them vagara vandinyagira asi ndaona hangu minyati yacho Ndakamboda kushandisa chimilitary asi ndikaona sekunge ndakasikidza ndokubva ndafamba kusvika pana mai vaDimarah r paya ndokubva ndati.. 'Its okay mhamha hapana chakaipa .Tiri muma circles tese rega tione achabuda ne exit kuti ndiyani." Ndakabva ndatarisa Dimarah uyo aive ozama kumonera drying towel ndokubva ndamira kwave kuti.. "Not now Bro asi ndichakubata , ko ingazoramba yoramba ichirira ichiti pangu pangu here .Ukaona gudo roita mahobi ibva waziva kuti mubvumbi wabvira kare uyu hausi wazvino." I shifted my eyes back kuna mai vacho kwava kuti.. "Pazvose zvamuri kuita muzive kuti ndiripo." Handina kuvapa mukana wekuti vapedze kutaura ndokubva ndatofamba ndichibuda .Ndainge ndatopedza navo pakutaura handisi kuzowedzera kana kutapudza.Ndakasvikopinda mumota mangu ndokurova steering nehasha ndokubva ndamutsa ndichibudamo.Vanhu ava vainge vandibhowa muone baba vangu ndakambovaonesa nehunhu hwemukadzi wavo asi vaibva vandikata vachiti.. "Roora wako mukadzi unotonga kwete pane wangu" Now vava kuita madiro ajojina manje .There is something fishy betwen this two ndichavabata hangu handisi kuda kuputitsa chi grendade ndisati ndava neproof kwete. Ndakasvika kumba kwangu ndiri mundangariro yezvose zvainge zvaitika kumba kwababa vangu.Ndakazama kubatanidza nyaya dzacho asi hazvina kundibatira mushe dzamara kuyedze musi uyu ndakamuka.Ndakafunga mazano andingaite nekuti ndainzwa mandiri muchindiudza kuti pane zviri kuda kuitika mberi uku.State yababa vangu ndiyo yainge yava kundiudza ndega kuti anything can happen asi ndakazviudza kuti pfuma haingawire mumaoko evaviri ava never hazviite zvachose. I tried to call my friend James asi fone yake yaisaita zvachose.Ndakamuka pandaive ndakarara ndichida kuti ndinogeza hameno zvakaitika zvekuti ndakatadza kunzwisisa kuti chingava chii, mirror rangu repa dressing table rakabva ratsemuka rega mufunge ipapo hana yangu yakabva yarova zvekuti ndakatadza kuziva kuti chii.Dai ndainge ndaguma.dressing table ndaiti pada ndozvaita kuti ridaro but patori ne few cm away kubva kune bed kusvika ikoko Ndakambomira ndichida kuti ndizame kubatanidza asi zvakaramba.Ndakanogeza asi ndainzwa kuneta nekurova kwehana yangu.ndakapedza chinhu chakatanga kuuya mumind mangu kuti enda kuchipatara unoona baba vangu.. Ndakabuda ndakananga kuvisit ndakasvika time yevisit.Ndakanopinda muward mavo asi to my suprise pabed pavainge vakaiswa paya vainge vasisipo patove neumwe munhu.Ndakatarisa muward imomo.maingova nevanhu 3 chete.l.asked nurse in charge aivepo ndokubva anditi. .. "Ooh Mr Saidi? He has been transferred" "Transferred kuenda kupi uye nani?" "Let me check his files" Vakatarisa mapapers avo for few minutes ndokubva anditi.. "Hatisi kuona ma papers avo pano isu but anga aripo apa: Ndakashamisika vachidaro ndokubva ndati....... 🌏INSPIRED TO CHANGE PEOPLE'S LIVES End of chapter
❤️ 👍 🙏 😢 😂 😮 🔥 👏 😍 701

Comments