MAI TJ& CHLOE STORIES 🇿🇼Shona Novels🇿🇼🇿🇼
MAI TJ& CHLOE STORIES 🇿🇼Shona Novels🇿🇼🇿🇼
June 19, 2025 at 05:19 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaKIIo1JZg44E9EC810q. *GARA URI MUCHANNEL USASARE PAMUTAKUNANZVA* https://chat.whatsapp.com/JwQjuPX1PDxGQJ5bK2sWHh main grup redu iri *BOOK📚30* *SEED OF LUST* BY MAI TJ & CHLOE Chapter 6 Sarah Pakabuda Sendumah ava kuenda mushure mekunge andisvikira ndiina Dimarah mubedroom takamboramba takanyarara pasina anotaura nemumwe ndokubva Dimarah ati.. "Munhu uyu ari dangerous inga ndakuudza kuti at this point of time we need to lie low hazviite zvatiri kuita izvi." "Zvinoita Dimarah nekuti the moment yatinoita lie low iyoyo ndipo pakukupa mukana wekuti unotsvaga bonde outside nevana vezera rako ini ukandisiya saka i am guarding my territory jealously handidi tinongoita zvatiri kuita hapana nyaya apa" " Ehe mungadaro henyu asi maona maitiro aaita kuti ainge asina kumira mushe , tarira maguts aaita kukubvisa towel muchisara musina kupfeka and zviri pachena kuti anezvaari kufunga and he seems as if he suspecting something " "Hapana nyaya apa munhu arikuda kutongera chitororo but ndoda kumunyangira kuita kwake iwewe wacho be brave enough pauri ipapa utoriwo baba vemba ino nekuti ukaramba uchiita maitiro ako iwaya hazvibude " Ndakadaro ndokubva ndamuona kuti arikuremerwa nepfungwa zvekuenda chaiko iniwo wacho ndikati ndoda kuzviratidza kuti ndiri kupererwa nekunetsekana nekuonekwa na Sendumah i will be totally a failure saka kwaitova kuzvishingisa kuitawo kuti iye ashinge.Akabva anditi.. "So what is next now zviripachena kuti he is planning horror uyo." "Imba ndoyaasiri kuzotengesa and hapana mapapers emba andiri kuzomupa asi ndine plan inogona kutipfuudza mberi asati atitangira " Ndakadaro ndichitora night dress ndokubva ndapfeka ndichivhura upper draw remukati me wardrobe ndimo maive nema papers and title deeds emba. Ndakabva ndamatarisa kwava kuti.. "Tinofanirwa kuburitsa baba vake muchipatara vouya kuno kumba " " aaah zvigoita here ?. Mamboona state yavari here baba vaya varikurwara ava hazviite izvi" "Ndoda kuuya navo kuno ndoda kuti asigner mapapers aya ari kuno kumba ndikada kuzviita tiri ikoko kuchipatara hazvibude nekuti Sendumah anogona kusvika zvobva zvadhakwa saka ndoda kumutangira kuita zvinhu" Ko ini ndaive ndakachenjera ka .Pandakaona kuti Saidi ainge akaisa zvinhu zvake zvose muzita ra Sendumah mu.we musi waakabuda achiti arikunochinja will. Ndakamubvunza kuti nemhaka yeiko ainge aisa zvose muzita raSendumah mhinduro yandakangowana ipapo ndeyekuti.. "Ndiye mukomana muhombe mumba iyeye saka anofanirwa ku inheriter zvose " Ndakafumer nehasha ndikapinza nyaya yaDimarah ndokubva anditi.. "Dimarah mwana wako ka haasi wangu saka anokwana papi?.Dudzai ndiye wandingatope zvinhu pano nekuti ndiye mwana wangu asi arikumurume atove weko ndinomupa pashoma asi kwete uyu mwana wawakandiudza after so many years kuti zvidii" Saka mashoko iwaya haana kundiita fine handidi kunyepa.Ndakatarisa mapapers aya ndokubva ndanovhura mumonarch yangu ndokubva ndatora forged fake will kwava kutambidza Dimarah uyo akabva ati.. "And what is this ?" "Ndozvese zvedu izvozvi saka urikuti kudiiko iwewe.Ndozvandiri kudira Saidi kuti adzoke kuno kumba " He go through the papers ndokubva ati.. "Zvine makuva pasi zvamava kuda kuita izvi handidi kunyepa .Umwe anofa apa" "And achafa ndiSendumah.Why uine faith ishoma kudaro hee.For how long uchigara pano iwe zvekuti ungabva watya." "Ndinofanirwa kutya ka nhai " Sekutaura kwake ndainge ndisina nebasa nazvo chandaida kumupa guarantee yekuti agare pano asina kana kutya zvachose.Ndokubva ndamuti.. 'Mangwana makuseni ndichamukira kunotora Saidi ndodzoka naye kumba kuno.Ndichaita kuti arapwe achibva kuno " "Ko Sendumah akazviziva munoita sei?" "Ndine muchato kaini nababa vake , ndinongomuburitsira marriage certificate ndobva ndamutorera peace order ndatopedza naye.Kana ari Sendumah handisi kuda kana kumupa kana mukana wekuti afeme asi ndoda kumufemesa.Ukuona zvose izvi ndikazvikwanisa zvandiri kufunga ndoda kuzviisa mumaoko ako handiti ndiwe baba here ndoda kukupa ruremekedzo rwako rwakakwana nekuti utori wangu zvekare saka i fight head on to make sure kuti wava ne ma rights pazvinhu zvanguwo pano" Ndakadaro ndokubva ndafamba kwava kumubata mafudzi ake ndichibva ndabata face yake nerumwe ruoko kwava kuti.. "To me i love you and l see that age is just a number to me pano unozviziva kuti ndakagarira mari iwe ndiwe munhu wandakada.Tarisa zvandinoita kana ndinewe ndinomerera chaiko. You bring the young age out of me saka chimwe chiiko chandinozoda kunze kweku fighter kuti uve nazvo zvose .Ndakakusiyisa zvakawanda inini and i knew it saka i need to stand by my words for you to have it all saka rega kuva worried all will be fine just take a chill pill cause right now the ball as we speak is in my hands " Ndakadaro manje ndobata nhengo yake ndichii svinyanga ndokubva ndamupa a peck padama kwava kuti. "Uda kurara muno here kana kuti kwako?." "Regai ndinorara kwangu its fine." Handina kuda kumupikisa ndakamurega achienda iniwo ndokubva ndagara pasi kwava kutura befu.Ndainzwa kuboiler hana ichirova iyi kuzvibvunza kuti am l really 100 percent safe here inini zvandiri kuita izvi hazvindinyudze here.Ndakazvinzwa mandiri kubheja chaiko kuti l will fight kusvika zvaita.Ndakaunganidza ma papers aya ndokubva ndamaisa padressing table ndaive ndaronga tsoro yangu uyezve yaifanirwa kubuda zvakanaka. Ndakarara then the following day ndakaita kumukira chaiko ndokubva ndaenda kuchipatara.Ndakatofonera Dimarah handina kuda kumuona but we spoke over the fone ndichiti.. "Sara uchi prepare ku guest room ndabuda kunotora Gordon ndouya naye.." "Already? Kosei musina kundimutsa so that l can accompany you" "Iwewe sara uchiita zvandataura i will be back" Ndakadriver ndakananga ku Michael Galfiend.Ndakasvika ndokubva ndataura zvandaida kuti i needed him to be transferred. Plus panoshanda mari hapataurwe zvakawanda ka. Report yake yakabva yabuda ndokubva ndapihwa zvichinzi.. "Vakaita heart attack zvakaita kuti tsinga yemusana iite reprobate ndokubva yakonzera stroke , as we speak kudai his left side remuviri ndoraita stroke" "Saka murikuti kudii?. Hapachina hupenyu here?" My heart was fast racing manje ndichida kunzwa kuti nyaya yacho urikuti kudiiko chaizvo ndokubva vati.."Depends nekuti vacha responder sei kumedication but taida kuvaita monitoring tiri muno asi zvamati munoda kupota muchivarapisa kumba its fine henyu .Doctor achapota achiuya kuzovaona anonzi Doctor Rosaline achapihwa zvose ouya kumba ikoko" Takataurirana ndokubva zvose zvaitwa .Tava kubuda iniwo ndakabva ndaita ndichitambira ndiri pasisters section ndaida kuziva ma papers ereport ya Gordon ndaisada kuti pasare kana trace yekuti ndambouyapo.Ndakapinda mumota then i followed ambulance iya kwava kuyenda kumba . Ndakasvika ndokubva ndananga navo kuguestroom ndokubva ndavaisa mumba imomo.Ndakavatarisa ndokuona vasiri kana kutsukunyuka chaiko ndikaziva kuti chestroke chakabata mukuru nesimba.Ndakamhanyira mubedroom mangu ndokubva ndanotora ma papers aya ma forged fake papers ndokubva ndapfuura ndichidana Dimarah.. Hande tinopedz basa anything can happen toda kuwanikwa tapedza zvose" "Mafunga kuita d Sei manje apa?" " iwewe huya kuno" Akabva atevera ndokubva tapinda mumba kwava kumbomira ndichibva ndatura befu kwava kuti.. "Huya uvabate musoro ndoda kuti vaite savanogara." Akabva aita saizvozvo ndokubva ndabata ruoko rwavo kwavakuda kuita forge his signature Dimarah ndokuti.. "Manje munoigona here signature yacho" "Ndakatobva kumusha kuuya kuharare ndichiziva zvandiri handina kupusa ini iwewe ramba wakavabata" Apa ruoko rwa Gordon rwainge rwakatonhora chaiko kuita kunge munhu afa ndokubva ndatarisa his signature from the last papers ndikazviudza kuti nhasi anopanyora chete. Ndakabata ruoko rwavo nesimba ndokubva ndatanga kutevedzera. Ndaona kuti mapapers ose apera ndakuda kumagadzika door rakabva ravhurwa.Ndakavhunduka ndichitarisa kudoor ikoko mapapers ose andaive ndakabata achibva adonha uyuwo Dimarah akabva asiya musoro uya pasi akatarisa kudoor ndokubva azonditarisa ini kwava kuramba takanyarara takadaro.....) Ko ndiyaniko apinda uyo.? Ngatilike for 7 kuti iuye 🌍Inspired to change people's lives End of chapter
❤️ 👍 🙏 😂 😢 😮 🔥 ❤‍🔥 🙆‍♀ 758

Comments