
Uncle Gee Secrets & Confessions 🇿🇼
June 20, 2025 at 10:54 AM
Hi uncle ini ndiri mukadzi ane34 years ndakaroorwa nemurume wangu now55 paktanga akandinyepera makose ini ndaive ne26 iye aive ne45 asi akanditi ndine 35 so ndakazozviona ndatochata kuti ane 45 ndikango accepter zvakadaro tikagara 10years asi dambudziko mumba yemukati manga musina moto kusvika nhasi ndafamba naye ndaneta asi this year murume vakabva aenda kunogara namai vake akandis..............
*Hie uncle hide yaa muzukuru wenyu uyu ibenzi ko adii hake kungotsvaga asiri wemunin'ina wake gegedee regai ndiseke ko pakatanga kubonyora aiti ari kuitey yohwe blokwa uri benzi unongovhura gumbo une zemo riri muhuro puu blokwa*
Sense ❤️
N0nsense 💔

😂
❤️
❤
😛
15