Uncle Gee Secrets & Confessions 🇿🇼
Uncle Gee Secrets & Confessions 🇿🇼
June 20, 2025 at 11:54 AM
What's up younger wanna reply apa Hie uncle ndanga ndichiverenga nyaya yemvana I think vanoda kudzidziswa kuchengetedza mhandara vanhurume, vangani vana varkubatwa chibharo nevanhurume vamwe varikuraper vana vavo chaivo tirikuregerera hosha tichipa asina mhosva mhaka. Ndiani akambonzi nemhendara ndabvisa hembe ndibvise humhandara vamwe munotombunyik............ *Idzo mhandara dzozobviswa brungwa sei dzenemaoko dzotobvisa dzega musangoti vakuita zvekumanikidzwa dzidzisai vanhu skana venyu vanenge vachimbonoiteiko kumba kusiri kwavo munhu akagara kumba kwavo anozvibvisa hembe dzake achigeza ne achipinda mu toilet kuenda kumba kwemukomana asina kana kumbopa vabereki vako kana dhora unenge uchienda kunoitei vanenge vachitoziya kuti brugwa rikunobviswa ndofunga tese takaenda kuchikoro ende vaitsurwa but vakaisa zvitanda munzeve so musangoti vakomana vakumbinyikidza ivo ndivo vakuda kuzvimbunyikidza vega* Sense ❤️ N0nsense 💔
Image from Uncle Gee Secrets & Confessions 🇿🇼: What's up younger wanna reply apa  Hie uncle ndanga ndichiverenga nyay...
❤️ 💔 👍 31

Comments