Uncle Gee Secrets & Confessions 🇿🇼
June 20, 2025 at 11:57 AM
Ndodii uncle.mugroup vamwe haapinduri.murume wangu ndomuda asi zvaanondita zvakaoma.wakandiwana ndisingashandi asi aninditi tsvaga basa chikoro handina kupedza nenhau yemarii vabereki vaiva vashaya.handizivi kana price yesugar zvayo.need help.ndosvikaapakupererwa chaipo.ndombochema asi wekuchemera hapana.haabvumi kuti sry.tikanetsana topedza week tisingatauri tese asi chikafu ndichimubikira.ndaona zvanyanya ndini ndotanga kutomutaudza .ndirimugehena chairo.nezuro ndakazosvika pakuti,handichashandisi family planning kusvika wakuda nezvangu. family planning toishandisira kudzivirira pamuviri Saka kana ndisingasangani nemurume ndoidii kutozvikuwadza zvangu.nesimba chairo ndotorishaya.ndakamboudza hama dzake zvikazi ini ndimbomutanga ,manje tosvika kupi ndichitanga murume Everytime ndaneta.kana filling racho ropera Kani . ndatambura veduwe haana chakanaka chaanoona pandiri.😭😭😭 Dzingava dzirimhepo here or kutozviitisa hake.or kunekwaari kudya bota.asi phone yake ndovhura hapana chandati ndaona.
😢
🙏
😂
❤️
💔
😮
😰
22