
Uncle Gee Secrets & Confessions 🇿🇼
June 20, 2025 at 12:05 PM
Hie Uncle Gee please hide...ndokumbirawo mundikandire mu channel pmwe ndingawanawoo rubatsiro ndakabaiwawo depo last year. October ranga riri re 3months kuno ku S.A saka kubva ipapo till now hndisatii ndainda Ku period ndingashandisa chiii kuti nditevere ndanzwa nekurwadziwa nemudumbu ndakangurii nda tester Ku clinic vnoti hapana nhumbu uchaenda asiii nguva yareba thanx kunee vchabatsira
☆☆☆☆☆☆☆☆☆▪︎☆☆☆☆☆☆☆☆☆☆☆
hie uncle plz post mu channel,m a single mom of one aged 22.ndakaiswa jadel muna January this yr so nyaya iripo ndakangotanga kunzwa like kufufutirwa even ndisina kudya ndokubva ndaudza my Boyfriend akati Inhumbu ndikazviramba achibva azoti ndine nyaya yandoda kukuudza but ndinotya ndikati taura zvikanzi pandoita weti ndinonzwa kurwadziwa but zvinenge zvikukonzerwa newe ndikashamisika and zvakandibata but andina kumuratidza ndikangoti handei Ku clinic tikanobaiwa ma injection Doc vakati yi infection unogona wakayiita 3yrs ago usingazive ndikangoti OK semunhu ayimbenge ari mu marriage andina kuzvipikisa but na hubby takasiyana 2yrs ago,so my story is ndakapiwa ma pills Ku clnc zvikanzi ndipedze course but day 5 ndakamanwa ndokubva ndakwira comb nganditange kurutsa nekuzarirwa kupera simba ndakashaiwa mufaro nchibva ndaudza mfec zvikanzi pamwe ndiyo ini ndakazviramba but now ndikungonzwa kufizuka kunzwa ka pain mudumbu karikure kanongo irritater kaye nekuvaviwa mukanwa,plz help angava ma pills hr,and pese apa ndayiyenda kna 2times Ku period zvekudzokorora zviya but this month andisati ndayenda

🫄
😂
🤰
😮
🫃
❤️
🏥
😢
🙏
26