Zimbabwe Online Novels🇿🇼
June 20, 2025 at 03:44 PM
*THE DARK SIDE* 🌘🌘🌘🌘🌘🌘 Written by Nicegirl Guta https://whatsapp.com/channel/0029VaGKiCcHwXb3ry2uSq0X Chapter 36 Rudo Ndakatorana neshamwari yangu ndokukwira kudzoka kwandaishandira. Munzira aiva akarara zvake ndikamusiya akadaro nekuti ndaida azorore sezvo airatidza kudzimbikana kukuru munyama dzake. Ndakazonyatsomuvhunza tasvika kumba zvakawanda ndokubva ataura zvandakanzwisisa ndikamushuvira kupora nekukasira kuitira tifare sezvatiita kare. Blessing ndiye wandanga ndavakushingirira kuti ndikanganwe nezvake. Ndakazofungisisa ndikazviudza kuti hazviite ndidanane nemunhu ane mukadzi wake nekuti ndaitodawo kuroorwa. Asi uuu kumubudisa mumoyo nemupfungwa zvaiva zvakaoma mufunge. Ndakanga ndisisagarisike ndainzwa kuvaviwa chaiko kugara ndichinzwa kuda kurara nemunhurume zvakanyanya zvinova zvandaisanzwisisa. Days passed ndiine shamwari yangu aiti chero akada kuita basa pamba ndaitomurambidza ndaida atore nguva yake yekuzorora. Panguva yaakatanga kuti apora akabva atanga kunetsera basa. Ndakambomurambidza asi akaramba achiti anoda kushanda kuitira mwana wake aienda kuchikoro. Zvimwe zvacho ndaiita ndichimubatsirawo seshamwari yangu asi munongoziva kuti munhu hauzomukwanisiri zvese anenge achida kuzviitorawo zvimwe zvacho. Ndakamubatsira kutsvaga basa ndokubva tariwana kuneimwe location. Ndakafonera mumwe murume ainditakurira zvinhu zvangu kana ndichibva kundohodha. Haana kutora nguva akabva auya ndokubva taperekedza shamwari yangu iya kubasa. Mazuva akafamba zvishoma ariko achishanda pamwe pacho ndichienda kundomuona. Hatina kupedza mwedzi rimwe zuva ndakafonerwa ari manheru ndokubva ndadavira "Hello amai.." "Aaah mainini Rudo muuye mutore shamwari yenyu mangwana anenge arikurwara uyu mamwe mafemero aanoita anototyisa unoita seuchafirwa nemunhu mumba chero baba vekwangu vavakupa complain dzava two days achiita mafemero iwayo akarara apa basa racho haasi kunyatsokwanisa kushanda uyu.. " " Okay ndinouya ndichimutora kwachena.. " Ndakadaro ndokubva ndaenderera mberi nekurara zvangu. "Hesi babe wangu.." ndi Blessing akadaro atopinda mumba mandaiva nhai zvekundijumha asina kana kundiudza kuti ava kuuya. "Haa Bee what a surprise? unoziva ndanga ndichikufunga?" "Handiti wandimaka here Rudo hameno why wanyanya kundimaka kudaro mudiwa wangu.." "Shaa ndakarwadziwa nezvese zvatanga takavimbisana zviye ndozongonzwa kuti uri married ndakarwadziwa Bee ndakanga ndatoperera ndavakuti ndawana wangu mudiwa wehupenyu hwese" "Usazvitsvage babe ndatodzoka kwauri kuti titaurira.... " haana kupedza kutaura akanga atoisa muromo wake pane wangu ndokubva atanga kundikisa. Takatanga kukisana ndichinakidzwa. Semunhu aigara achifunga murume ndakanga ndotonzwa kuda kuti achirara neni. Takarara tese naye Blessing uya kusvika ndisisade apa sikarudzi yake yakanga isinganeti. Ndakatanga kuchema ndavakurwadziwa nekurarwa iye achiratidza kuva nesimba asinganeti. "Daddy ndavakurwadziwa chirega zvakwana." "Aah iwee wanga warova usingachabatiki uchidyiwa nemunhu waMwari uya aah mukomana uye aiva nezodzo ndanga ndisingachakusvikiri wena ndaigumira panze kana ndauya ndichida kurarawo newe mira ndipedze oooooh.." Paakati "ooooh" akabva apedza ndichitarisa kumeso kwake wanike haasi Bee. Ndakamusaidzira kure kwakadaro ndokubva ini ndasimuka pandaiva ndakarara ndichishamisika kuti murume uyu aiva ani chaizvo uku hurume hwake huchiyerera nemakumbo angu. Ndiri pakati pekushamisika ndakabva ndati pepu kumuka ndokuona kuti ndanga ndichirota. Ndaiva ndakatorara ndakavhura makumbo ndokunzwa kunga ndazviitira weti. Panguva yandakazvibata bata sikarudzi yangu ndakaona yakanyorova zvaitoratidza kuti ndabva kuitwa mukadzi zvemashuwa. Hana yangu yakarova mufunge zvese nekupererwa. Ndakazobviswa mundangariro ne call yeshamwari yangu sezvo kunze kwaiva kwatochena... "Hesi ndanzwa kuti urikuuya kunditora wakupi.." "Ndanga ndichiri ndakarara dear ndakuda kutouya wapedza here kurongedza zvinhu zvako.." "Handina ini vati ndisarongedza ndozodzoka kubasa kana ndava right.." " Ok Muno ndavakuuya..." Ndakabva ndatosimuka ndokutora chigubhu chemvura kwavakuzvidira mvura ndichigeza sikarudzi yangu. Ndapedza ndakabva ndachinja chipfeko changu chemukati ndokubuda kuenda kundotora shamwari yangu... End of chapter 35 Isai ma likes❤️
❤️ 👍 🙏 😂 😢 😮 1.1K

Comments