
Makoni Radio News
June 15, 2025 at 04:58 AM
*CHINOITA KUTI VANHU VAVIRI KANA KUTI CHURCH MBIRI DZINOTI DZINONAMATA MWARI DZISIYANE KANA KUITIRANA NHARO IS THE LEVEL OF KNOWLEDGE YAVAINAYO*
*_By Pastor Mugombi_*
Satan anotya ruzivo rwenyu rwemagwaro rwamunarwo.Kennth E.Haggins mubook rake rinonzi *How to be led by the holy spirit* akati nerimwe gore akatengera vana Vake a big toy yembada (leopard) ndokuiisa pabed yevana vake.
Vana Vake vakatora nguva vachitya even kupinda Mumba mavo but after a time they became used, ndokutanga kuibatabata mbada iya zvekuti vaitoisimudza vachiita zvavanoda nayo.
Jesus Christ by the blood on the cross made us victors over the devil, takapihwa victory kare kare asi we don't know it because of lack of knowledge,we behave the way we do from the knowledge we behold,that is the problem. tinoramba bible nechikonzero chekushaya ruzivo.
Rimwe gore umwe mudhara kumasvingo kumusha kwedu uko chibage chake (kubikita tinoti mabagwe) akanga achipera nemakudo Saka akagadzira chibig chidhori chemunhurume ndokuchipfekedza ovhorosi neheti ndokuchibatisa uta nemuseve zvakakokwa. Akaisawo radio yairira pachirindo, makudo akatora nguva asingauyi achitya chidhori ichi.
Asi nerimwe zuva akasvika chidhori chabvururwa radio yapwanyirwa pasi Munda wadyiwa zvakapetwa katatu. Ndizvozvo naSatan zuva ramuchamuziva ndiro zuva ramuchamukunda.
Satan haasi pese pese anoshanda nemaagents ake nemadevices zvakasimba zvekuti munogona kuona sekuti ari pese pese. Satan haana simba chiripo chete ndechekuti akarongeka pamaitiro ake. He is a *master deceiver* he came to *steal, to kill and to destroy* in the process using agents and devices.
Have a nice day in Christ.
🙏
❤️
3