Makoni Radio News
June 19, 2025 at 03:05 AM
**Shoko redu ranhasi* *mangwanani taripiwa ne* *Amazing Junior School*
*
*H CHIPUNZA*
Musaenzaniswa nenyika ino; asi mushandurwe murangariro wenyu uchivandudzwa, kuti muidze muzive kuda kwaMwari kwakanaka, kunofadza, kwakakwana.
VAROMA 12:2
*Follow the Makoni Radio News channel on WhatsApp* : https://whatsapp.com/channel/0029VanVnIXEFeXfwdYlHD43
🙏
2