L.T. MAHACHI NOVELS
June 16, 2025 at 11:08 AM
https://chat.whatsapp.com/FihW17eCBDl8DIMs5EApSo
FROM 1 FOLLOW CHANNEL
https://whatsapp.com/channel/0029VaFdnm1CXC3LOi24EY01
TITLE : A HEART DECEIVED
STORY BY L.T. MAHACHI
O77799O714
O775O72O31
INSERT 4
LAWRENCE
On Friday ndakamuka ndiri in high spirits, hakuna kalife kanonakidza kupfuura kekukecha pasi pano. I just made sure that hapana chaanozosangana nacho mumba mangu chingaite point at either Simbiso or Lydia. I hate drama so much, kana ndiine munhu wekufara naye ndinenge ndichitongoda zvekufara chete. Semunhu akanga aine mari irinani ndakapfuura nepacar rental kwave kutora mota yakanaka yekushandisa paweekend pandinenge ndinaye. Ndaitogaya hangu ndega ndave kubva pacar rental paya kuti soon ndinenge ndave kuuya kuzotenga yangu. With Lydia in my life everything is possible. Ndichangomupinda neyekuti I have been saving something for a car kumusha ndokubva kwaita emergency........ndinoziva kuti ndikamudaro chete ndinoitengerwa mota zuva rakacheka nyika.
Pandakapinda mucampus ndakatanga ndaenda kulibrary kwave kutsvaga mabooks andaida. Ndakazobuda kuenda kuroom kwake ndikanomuwana aine mafriends ake. Akanga atove ready to go so handina kutomboita kana ten minutes ndiri muroom make. Tave kubuda musikana waanotamba naye anonzi Tariro akabva ati,
Her : Enjoy your weekend guys. Bring us some goodies Vimbai kana wave kudzoka.
Ndakanyatsobatanidza mumusoro mangu ndikaona kuti mashoko iwayo akanga ari directed to me. Iye Vimbai wacho haana chaakadaira zvake. Takaenda where I had parked and zvandaida kunzwa chaizvo chaizvo ndizvo zvaakabva ataura voice rake riine mufaro achiti,
Vimbai : Woooh love, this is a very nice car. Ooooh, congratulations!
Vanasikana so, akangoona munhu achifamba nemota anotongobva afunga kuti ndeyake. Ndakamudaira paya ndichiti,
Me : Thanks my love ndiro deal randakanga ndafambira kuMasvingo kwawakanga wave kuchemachema kuti ndagarisa.
Ko anombozviziva here Vimbai kuti pandinenge ndichienda kunoona amai vangu ndinenge ndichitodzika kuZaka rinopisa chaiko. Chaanoziva about my family is that my mum stays in some suburb muMasvingo vachiita manage mabusinesses akasiiwa namdhara wangu. Lawrence waanoziva mwana wembinga ane background inotaurika kwete akakura achipaza mapani nemagan'a asina kana bhutsu achienda kuchikoro. Akaita comment on the car again ave kugadzirisa seat belt achiti,
Vimbai : I am so proud of you love. Mota yakanaka zvayo.
Ndakaseka zvangu and said,
Me : Matoys emudiwa wako sweetheart. I took after my dad. Murume akandidzidzisa kuda mota ndiri mwana mudiki iyeye. Each time I think of him ndinoita wish kuti dai vana vangu vaizomboraramawo with him vachiita experience all that manje hey.......vachazongosangana nengano.
She squeezed my hand achiita kakundinyaradza like ndokubva azoti,
Vimbai : You will give our kids those experiences. Daddy vakatosiya vakudzidzisa what it means to be a father.
Ndakaseka zvangu mukati mehana yangu ndichiseka kastatement kake kekuti “our kids......”. Well munhu haarambidzwe zvake kurota. Akamboita kanguva achindiudza her experiences with her parents. I somehow felt like aitondidadira munoziva because akakura life yakasiyana neyangu by far......she had everything. Ndakazochinja nyaya ndave kumubvunza kuti,
Me : Asi mafriends ako paanoenda out with their boyfriends une zvaunovigirwa?
Vimbai : Aaah no......ko hindava?
Me : Ndanzwaka zvatairwa naTariro. Vasikana vaya handivafarire zvangu, vane kahuhure kavanako so.
Vimbai : Aaah hun, they are good people. Tarie anongotaurisa chete.
Me : Hmmm, ungagotii ivo vari mafriends ako. Asi vari mumarelationships ekutengerana twunhu kani? Havasi kushandiswa nemadhara here nenyaya dzekuda zvinhu? Kana kuti une kumwe kwaunomboendawo uchiuya nemagoodies acho ataurwa.
Vimbai : Aiwa hun, ndichienda kupiko sure and nani? Uchiti zviiko zvinombotengwa zvacho nevakomana vavo......haiwa, iwo maKFC nepizza here sure!
Ndakabva ndaseka zvangu matauriro aakaita emunhu asina kana basa nazvo ndokubva ndazoti,
Me : Ndipo pawakasiyana navo ipapo my queen. Vari kudanana nevakomana iwewe uri kudanana nemurume ari kuita zvekugadzira future.
You should have seen the way she smiled. Dai aigona kupinda mupfungwa dzangu panguva iyoyo aidzika mumota imomo nekukasika.......imi, ndingamhanyidzane nekufadza mwana wemumwe munhu nebox repizza ini dzangu hanzvadzi dzisati dzamboidya, ndiregei zvangu! Ndakatozobuditsa zvakawanda mumusoro mangu ndaona kuti ndinogona kuzongorasika kutaura. I focused on her beauty ndokubva ndatotanga kunzwa anonzi Lawrence wacho chaiye chaiye ave kutanga kuita misbehave in my pants. Ko Vimbai mukadzi zve pakati pevamwe. Black beauty ane maassets akarongedzwa zvakanaka body yake yese........kudya namambo chaiko.
VIMBAI
Men are so jealousy, aaaah ndakanga ndave kutonzi asi pane kwaunomboenda kumwe! Better haina kure kwayakazoenda nyaya yacho. Ndichataura zvangu naye Tariro adzikame. Handidi zvekukanganisirwa relationship yangu naKing wangu ini. Takapinda mumba make makangoita junk junk as always. Vanhu vakakura vachiitirwa zvese nemamaids vanonetsa kani. Empty containers were all over the small kitchen and maplates akanga akazara musink, hamheno kuti akanga ave nemazuva mangani asina kusuka zvake mukomana. The other time ndakatomboita suggest kuti atenge hake matake away but akati anowanzorwara nemudumbu nechikafu chekutenga even in the finest restaurants. Ndosaka ndichizoti kana ndisiri muchizarira chekwamainini mai Chiedza kudai ndinomubikira kana chikafu cheweek rese ndosiya ndakaisa mufidge. Handina kupusa guys and handisi kuitiswa in the name of love. Chakandiputira inonzi love, what I feel for Lawrence is just so true and so pure.
Ndakatanga kubatabata zvimacontainers zvaive zvisina chinhu zvakanga zvakaiswa pacabinet time dzaailocker door but ndakazongonzwa maoko ake andimoneredza muwaist achiti,
Lawrence : Babe, watove busy nezvinhu zvisina basa kudaro? Do you know how much I missed you.
Ndakaseka kakunditekenyedza kaakanga ave kuita nechepaguvhu pangu apa zvaimhanyisa ropa mutsinga. Ndakamucheukira akandibata kudaro ndokubva ndataura nevoice rekumudenha chairo ndichiti,
Me : How much did you miss me sweetheart.
Akabva aita attack me with a so demanding kiss zvekuti ndakanzwa kutapirirwa kubva kuzvigunwe zvemutsoka kusvika kubvudzi chaiko.......kunzwa kupinzwa munyika yangu ndega zvekuti maproblems angu ese akatombobhururuka. Takadhonza takangorumana miromo tirimo mukitchen imomo ndokubva azonditakura without warning kwave kuenda neni musitting room. Ndakarariswa pacouch munhu ndokubva atotanga kubvisa hembe dzangu achiti,
Lawrence : I miss the real you sweetheart.......I can't wait.
Maoko ake hamheno zvaakanga ave kundinzwisa panyama yangu.......kamwe kakumerera so kandisingagone kutsanangura nemashoko. Kana voice chairo rangu ndakatozoribuditsa rachinja, ndakanga ndave kuita kakudedera kakasangana nekakugomera ndichiti,
Me : I can't wait too sweetheart.
Ndakavhurira maziso angu kure kure ndave kutapirirwa neimwe kiss yaakauya nayo aita kakunditsimbirira zvino tave kunyatsoita feel each other's body temperature sezvo tese takanga tisisina hembe. He struggled a bit to enter my hidden sweet world as he always call it sevanhu vakanga vagarisa so. I closed my eyes the moment I felt him inside and gasped nekunakirwa. He also was producing loud groans which encouraged me kunyatsoshaker kuti anyatsonzwa parere moyo. I know what my man wants......he is the one who introduced me to this world and kazhinji kacho tinotombotanga taona mamovies or short videos of vanhu vanenge vachinakirana tichitora zvedu manotes tobva tazopinda muchigame chacho.
Everything became so heated by the seconds, ndakanyatsoziva kuti zvakanga zvave kuita paakanga ave kuita move fast. I felt his juices filling my inside. I also let out a scream of satisfaction nguva yaaifemera padenga apedza zvake basa. I made a wish panguva iyoyo achiri on top of me and still connected to me ndichitaura muhana mangu ndichiti,
“God........please give me a son who looks exactly like him.”
I even smiled to myself ndave kuita imagine myself mwedzi iri kutevera iyo achindipuruzira dumbu rangu. It's not like I am planning to trap him nenhumbu but I am just trying to make what I share with him last forever. He is my source of true happiness and honestly pamwe pacho ndinofeeler kuti ndinogona kungomuka ndakamutorerwa nevamwe.
❤️
👍
😢
🙏
😂
😮
208