PERSEVERE JAY KAY NOVELS📕📕
PERSEVERE JAY KAY NOVELS📕📕
June 1, 2025 at 09:02 AM
💝❤‍🩹MY SOULMATE ❤‍🩹💝 https://whatsapp.com/channel/0029Vb5R1aIAojZ1ySpd5n3K FAY AKA MAMA ANE +2️⃣7️⃣7️⃣4️⃣6️⃣3️⃣5️⃣4️⃣8️⃣6️⃣9️⃣ Chapter 11 Sam Ndakazvomora condom nyadzi dzaita kuzara mandiri ndaitoshaya kuti ndotarisepi,ndakapfeka short rangu ndichishaya kana kwekutarisa,I looked kuvasikana vaya ndakatoona umwe ari busy zvake kuzvi wiper kana kumbonyara ndozvainetsera mahure izvozvo vaive vasina nyadzi,umwe uya akatangawo kupfeka underwear rake apa momz na Kim vari padoor. "Sam shaa ukuona madhiri ako manje ko wadii kuti tiende upstairs kana wanga uchiziva kuti une ma visitors hona manje wakutisiya panzara ne pace yawanga uchifamba nayo iyi ndanga ndichitoda kutunda ka 6 ini",moziva kaa ndakapotsa ndadonha pasi ndichinzwa mashoko iwawa kubva kune riya remagaro aro ndakaona kuti brain chaidzo maive musina asi kungosenga mazitako iwawo arikunyatsoona vanhu vakamira but arikutaura nonsense dzakadaro. "Sam tipe mari tiende hatina time shaa tiri pabasa kune kwatadamwa",uyuwo ndi slender aive akubvunza akutowedzera salt pamusoro pachironda,ndakangokwanisa kuti ndokuisirai mu account mari yenyu now budai muende,"kuenda kupi tisina mari zvakatanga rinhi izvozvo zvemu account unofunga kuti ungatikwire kuti ugotiudza zvemuma account hre iwe tipe mari yedu tiende",akaramba wena dhunda uya apa language dzacho dzavaishandisa dzekubhawa chaidzo. Ndakaona kuti ndikavaregerera vanoenderera mberi ndichibva ndati"hey mhani makundibhowa manje budai tone hamunyare makaita sei handina kuti ndokupai mari yenyu here",kudaro manje ndakatokonzeresa noise vese vakabva vatouya vakandibata short kuti ndisatombombobve kana apa ndaiti ndikatarisa face ya Kim soo ndoona pain and disappointment at the same time. Ndakabva ndakuenda upstairs kunotora mari ndikauya ndikavapa vasikana vaye ndobva vaenda,ndakawana momz na Kim vakamira kune rimwe side vapinda mu lounge,"next time kana wakutida make sure hapana ma visitors wangu bye",kakadaro ka slender heading out. Ndakachisara zvino ndapusa ndakatarisana na momz na Kim apa ziya richibuda semvura momz vachibva vati; Her:"Sam mwanangu asi une demon here iwe rekuda vakadzi munhu akawana musikana akanaka soo woda kumbodii chaizvo." Me:"sorii mhamha uyu ndiye Satan manje uyu andibata ndinamatireio mese na Kim ndipone" Mom:"Gegege Satan ndiye akubvisa bhurugwa,ndiye futi same aita kuti urare nepfambi idzi pachena pakadai mu Lounge matinogara ndomamurikuita zvese izvi" Me:"shuwa ndi Satan dai madibatsira kutaura na Kim aindiregerera" Ipapo Kim akabva atofamba kuenda upstairs ndakazama kumudaidza but hana kudaira,akadzoka neka monarch kake pasina time ndobva ati "mhamha ndakumboena toonana",ndakada kumhanya kunomubata but ii akaramba anzi usandibate nemaoko ako anobata mahure. Ndakasara ndagoti tuzuu zvino ndatarisana na momz ndisisazive kuti ndotangira papi chaizvo,I know kuti she had a lot of questions to ask like munhu aigara nemusikana wake ozoonekwa ane mahure two ese. "Sam iwe problem yako chii or pane something chandisiri kunzwisisa what was that ma hours iwawa atakusiya watovhura hombe",ndakaramba ndakanyarara ndakufunga plan yekuzoita but nyadzi dzaive dzakandibata what if Kim akazoramba kuramba achienderera mberi neku pretender obva atanga kundi avoider for good worse neziboora ngoma randakaona richibuda pabasa pake. My mom vakabva vafamba kuenda upstairs without saying anyword,ndakasara ndikagara pasi ndakabata musoro ndichinzwa uchiita kutenderera pasina time ndakanzwa kudhonzwa kwe bag ndikatarisa I saw my mom vachifamba kuuya ne bag ravo so she was leaving haa ndaive ndabhaiza big time. "Sam i am no longer your mother zvirinani ndigare ndisina mwana pane kuita mwana akaita sewe soo,hauchandioni again pamba pako futi until day rauchauya na Kim makuda kuroorana",with those word's vakafamba zvavo vachibuda,i tried to stop her zvikashaya basa ko vaive vatoneta neni. Ndakatora phone yangu and called Kim but yaingoringer isingadairwe,I tried again the second time yaive issapinde zvachose,I decided kuenda pa app kuti ndisiye message wanei nda blockwa ndakaramba ndakagara hoping kuti she will understand aive atove efriend I never wanted to loose,ndakaenda ku bedroom and I took some grandpa ndichibva ndarara. Ndakazopepuka kuma 4 chaiko mumba muri zii ndopandakarangariraa the whole thing ndakamuka ndiri speed ndikanogeza fast nekutochinja ndaida kunotaura na Kim about zvaive zvaiitika,ndichipedza ndaka driver kunanga kumba kwake ndichisvika pa gate ndakabaya intercom achibva zvake abuda akaisa ma earphones akamira pagate diki achibva ati; Kim:"urikudei " Me:"let's talk" Kim:"talk about what" Me:"look Kim I am sorry but to be honest I think I am addicted to sex please forgive me" Kim:"I forgive you" Me:"really how do I know kuti wandiregerera" Her:"close your eyes" I closed my eyes paya I thought ndaida kupihwa kiss kaa but pandakaona asiri kutaura time dzatifambei I opened my eyes ndikawana pasina munhu gate ravharwa,so she was looking for a way escape haa aive anditamba yakapenga. Ndakambomira pa gate pake ndichiti pamwe achavhura but hana kubudikira,ndakapinda mumota and headed out hangu kuenda kumba but ndaisaziva kuti ndosvika ndichitangira papi, I had chased everyone out of my house pls ndaisaziva kuti ndaizokwanisa here kugara without Kim,I was used to her being around me.Ndakasvika kumba ndisina kana power even that feeling yekuda vakadzi yaive yaenda zvachose,ndakapinda mumba makutoita like a new place kwandiri. Ndakagara pa couch and tried her number again but yakaramba kupinda zvachose,ndakanotora wine and I started drinking thinking kuti it was wise for me to change but the other mind yaindiudza kuti I can't change after all that had happened in the past ndozowanikwa nda sticker nemukadzi one at the end ondirwadzisa futi,yes Kim had proved to be different but people can change how if she changes one day. The following day ndakamuka early ndisingazivi kuti ndoendepi chaizvo and I decided to go to gym makuseni hoping to find any girl there ndigopedza stress,ndichisvika I saw Kim akagara pasi achiratidza kuneta apa ne stress musina kana munhu achiridza music song yekuti broken hearted girl,I watched her from afar and my heart broke dai nezuro ndisina kubhaiza ari kumba kwangu soo asina all this stress.She was staring on one position all the time,I walked towards her ndikasvika ndichimubata pa shoulder akasimuka achiita kujamba and achiridza mhere,when she saw my face akaratidza kushatirwa worse. KIM I watched everything vasikana vaya vachitaura zvavanoda kurara na Sam kwese kwavanga vachiita even ku demanda mari yavo ye service vaisatombonyara kana,havana kuda kuzama kutiza or kuratidza kuva sorry vaitopfeka ma pant avo isu takamira pa door,misodzi yaive yazara mumaziso zvino I don't know why but ndainzwa kunge someone who have been cheated on apa ndisiri in relationship na Sam. They started arguing about the money issue kusvika Sam asimuka kuenda kunotora mari yacho ndopatakasara tichipinda mukati ndaitosema even kugara pama couch aivepo imagine kuti mahure mangani aive akararwa pama couch iwawo na Sam,he was choice less munhu kutora vasikana vanorara na anyone avapa mari asingatombosemi zvake. Those girls started looking at us vachitipima pima apa vachitsenga ma chappies vaive nehunhu hwekubhawa chaiko,Sam akadzoka akavapa mari vachibva vabuda ipapo I was feeling angry ndaitoda kumubata pahuro ndomurova chaiko,his mother started asking him questions ko iko kunyepera kudzungaira anzi ndi Satan. Ndakaramwa and I felt very embarrassed ndikafamba kunotora bag rangu ndikapinda mumota yangu kuenda kumba,ndaka driver for a short distance kusvika ndakunzwa misodzi yazara mumaziso angu,I stopped my car ndikachema neshungu after some time I asked myself kuti ndaichemei chaizvo but ndainzwa kuda kungochema chete,I was really hurt I was wondering kuti ndaive ndapinda murudo here or. Ndakasvika kumba and the house was empty I even felt empty inside ndaive ndatojaira kugara na Sam and his mom I was even now used to chatting nekuva around family,my house was a constant reminder of my past.I took my earphones ndikatanga ku player song ya Miley Cyrus yekuti "wrecking ball",ipapo misodzi yangu yaibuda ndichiona every vision yezvaitika kumba kwa Sam. Ndakazobatwa nehope ndakapeputswa ne intercome,I went outside kuti ndinoona kuti ndiani and I saw Sam,hasha dzangu dzakabva dzawedzera ndakamutarisa aidei chaizvo after everything zvaita he started asking forgiveness ndichibva ndamunyepera kuti ndamuregerera and I told him to close his eyes ndichibva ndasara ndikavhara gate ndikaenda mumba. Ndakapinda mumba misodzi yangu ichibva yatanga kubuda manje I was wondering how was that going to end ndaive ndisina kana appetite ndaingoda kuchema chete,I tried kuwona ma cartoons nekuverenga ma jokes but hazvina kubatsira,ndakarara late that day the whole time ndaive ndakasvinura hangu thinking of Sam apa ndaive ndamu blocker everywhere. The following day ndakamukira ku gym just to easy my pain,to my surprise ndaisava kana nesimbaa rekuita anything ndakapedzisira ndagara pasi ndichiridza music zviri loud that's when I felt a hand touching my shoulder ndakasimuka ndichiita kujamba chaiko pandakatarisa soo I saw Sam ndichibva ndanzwa hasha dzisingaiti. Stay tuned 😉😉
❤️ 😢 🙏 👍 9

Comments