PERSEVERE JAY KAY NOVELS📕📕
PERSEVERE JAY KAY NOVELS📕📕
June 14, 2025 at 03:53 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VawQJRCHAdNWHMBAsq2X Manhanga kutapira wasara wasara kwa Noreen's kwaita huchi hwegonera mudya ndakasungwa kune nyaya yanetsa kuti uzvinzwire baya linky iro wavamo wobaya pakanzi follow. Mune mutakunanzva wega wega handeyi imomo tose tokasika nekuti linky robviswa soon usati wabata chako chigaro. 👇👇👇👇👇👇👇👇👇👇👇👇 https://whatsapp.com/channel/0029VawQJRCHAdNWHMBAsq2X AFTER BREAKUP Written by Noreen 0775945273 Chapter 1 Olivia Hamilton watanga futi ku cheater!!!Why uchiita zvinhu zvinorwadza nhaiwe ndepapi pandiri kukanganisa, be honest with me do you really love me? because nowadays zvawakungoita hazvichanzwisisiki it's like lm now alone in this relationship,mwana wa landlord vako aindiudza kuti unounza vaskana vakasiyana siyana in your room Hamilton What are you talking about?ndaku cheater nani?l thought nyaya ya Trish yakapera wani? (anodaro achibva ku bathroomkunogeza achienda kunogara pa bed paiva na Olivia) Olivia Usanyepere kudzungaira.lm not stupid wanzwa!lm sick and tired of your attitude this is now the third time uchi cheater, Hamilton ndepapi pandiri kutadza ndigadzirise(anodaro achisimuka kubva pa bed paakanga akagara) Hamilton Asi wavhura fon yangu?wavhurirei fon yangu?How many times did l tell you kuti siyana ne fon yangu? Olivia How can you cheat on me again after all we have been through together,asi watokanganwa everything?the promises you made to me 6 years ago? Hamilton Shaa ndipe fon yangu,you are not my wife you are just my girlfriend you can't be controlling me everytime as if you are my mother,ukatsvaga makudo mugomo unomawana ko iwe wanga uchivhurirei fon yangu?(anodaro achimubvutira fon) Olivia Haudi kuvhurirwa fon yako asi yangu unovhura ka,is that fair?last weekend wakatakura fon yangu uchiti ndoda kumboenda nayo kumba for no reason but fon yako haudi kuti ibatwe Hamilton Goodnight it seems like you are in a bad mood tozotaura mangwana kana hasha dzako dzaserera(anodaro achipinda mumagumbezi) Olivia Nhasi haurari we have to talk first (anodaro achidonza blanket achiisa pasi pa floor) Hamilton Look at the time it's almost 10 dzemanheru tomorrow morning ndofanira kumukira kuenda kubasa Olivia leave me alone please Olivia Hamilton who is Jossy? Hamilton Handimuzivi ini(anodaro achitora blanket raive raiswa pasi) Olivia You are even planning kuenda naye kuma introduction next week!l saw everything pa fon pako.lt really hurts me because for six years we have been together through thick and thin but l never cheated on you even a single day.l have been faithful but pawakatanga kushanda ku zimplats wakabva watanga kuchinja because wakatanga kuita mari and you start seeing me as an option.l think kuita kwako mari kwakukonzera zvakawanda,you now have several girlfriends waunoendesa out every weekend uchindinyebera kuti uri kubasa.At some point you were very sick but out of love l donated my kidney to you but today wakundibata nekuseri kweruoko (anodaro achichema akagara pa corner ye bed) Hamilton Wakuzondibhowa manje please uri kundiitira noise l want to rest!!!(anodaro achiputira musoro wake mumagumbezi) Olivia Wake up Hamilton lm talking to you!You have totally changed,what happened to the old you?Chii chaizvo chiri kuitika kwauri?Ever since pawakatanga kushanda kuZimplats wabva wachinja? (anodaro amubvisa blanket) Hamilton Handi unoramba kundipa zvandinoda so unoda kuti ndiitewo sei ndiri munhu wenyama ka?(anodaro achimuka kubva pa bed) Olivia Ingawani l told you kuti it's not proper kuti tirare tese before marriage.l can't do it you have to respect that Hamilton So that's it if you can't give me what l want then shut up your mouth and sleep stop bothering me nenyaya dzana Jossy.lm a man and l have feelings.Plus ndakambokumanikidza kuti undipe kidney yako here ini?you offered it yourself so please stop making me feel as if you own me you are not my mother,you are not the first person to donate a kidney to someone,so now life yangu ratova jeri because wakandipa kidney?You came here ku sleepover but you can't offer me sex so wauya kuzoitei? Nxaaa Olivia Hamilton uri hure wanzwa!uri hure!(anodaro neizwi riri pamusoro apo achiita kudedera nehasha) Hamilton Uri kuitira vanhu noise please izvozvi vanhu varara behave!(anodaro achimunongedza nechigunwe) Olivia I will keep saying it! Hamilton uri hure l will keep saying it!uri salt pachironda.l hate talking but you you push me too far,uri hure and that's it(anodaro achichema achikwidzira izwi rake pamusoro) Hamilton Wakundijairira manje buda mumba mangu izvozvi!!!(anodaro achisimuka kubva pa bed) Olivia I'm going nowhere until you tell me kuti where did l wrong you for you to treat me like this!!! Hamilton Ndati buda mumba mangu hausi kuzvinzwa here iwe(anodaro achirova Olivia mbama yakarira zvekuvharira imba yese) Olivia Hamilton wandirova?l can't believe kuti unorova vakadzi, wandirova because of Jossy asina kana 2 months auya mu life mako?but inini l have been there for 6 years?l wish l had listened to my parents (anodaro achidedera nehasha) Hamilton Iwe ndati buda mumba mangu mhani it's over between us(anodaro achimuisa imwe mbama yekuti Olivia akabva awira pasi) Olivia Hamilton akatanga kundirova nezvibhakera mudhumbu ndakarara pasi.l started crying loudly not because of of the pain yandainzwa but l cried for love,l cried of how he suddenly changed from a good man to a monster,l cried because l chose him over my own parents.l think l was a fool.Hamilton akabva avhura door rake remu bedroom ndokubva atanga kundidhonza ndiri pasi ipapo akananga ku main door repanze.Achisvika pa main door akabva avhura door racho ndokubva andiwisira panze apo kwainaya.Ndakanzwa something chaiita kunge wire chakandicheka pandakawira pasi,nokuda kwekuti kwaive nerima handina kuona kuti chii apa zvino ndakanga ndazara madhaka nokuti pasi pakanga pakanyorova.l cried ndiri pasi ipapo. Hamilton I don't want to see you ever again.l don't need drama in my life(anodaro achivhara main door) End of chapter 1
❤️ 2

Comments